02/06/2026
From gold to god
Vana veIsrael vasati vabuda muhurunda munyika yeEgypt, Mwari anovapa favour yekuti vapihwe zvinhu zveGold neSilver from the Egyptians (Exodus 3:22; 11:2; 12:35;). Then after vabuda muEgypt vanhu ava went on kunogadzira chimhuru cheGold and vakachinamata (Exodus 32). Pfuma yavakapihwa naMwari which was supposed to be a blessing, vakaishandura kwakunamata iyo pfuma vachisiya Mwari chaiye. They changed the gold to become a god (small letter g).
Gold pachezvaro ranga risina problem, but how they abused it vachigadzira chimhuru chekunamata ndipo pane nyaya. Mari on its own haina problem, in fact Bible rinoti the Love of money is the root of all evil, harina kuti money is evil. But kwenyu murikuishandisa sei? irikushanda pakuita kuti vanhu vaponeswe here or you are advancing mabasa aSatan. Phone yanga isina problem pachezvayo, yaitobatsira neCommunication but manje kana yavekukubatsira to spread lies, kuita hupombwe and downloading & sharing zvakaipa then it has become a god. Mota yanga isina dambudziko, yaigona kutoshanda paBasa raMwari but kana yava yekuitisa mujolo it has become a god, chatova chiMwari. Anything chaunoshandisa or chinokubatsira kutyora mutemo waMwari chinhu ichocho chatove chimwari because unochiterera kupfuura Mwari chaiye nemutemo wake.
Zvinhu zvamakapihwa naMwari zviri supposed kuva a blessing or zvekubatsire neLife yepano pasi murikuzvishandisa sei? Hamuna kuzvishandura here zvikaguma zvave zvimwari?
Have a Blessed day π