RCZ Runyararo Congregation

RCZ  Runyararo Congregation Theme 2026: But you are a chosen generation, a royal priesthood, a holy nation, His own special people.......1 Peter 2 vs 9

26/04/2026

Welcome to RCZ Runyararo Congregation Sunday Service
Speaker: St Pastor Muzuru

23/04/2026

Sungano YeVakomana Committee
Kwaziwai Chiunga Runyararo tinomufaro. mukuru kukuzivisai kuti tichava nemusangano wevakomana kubva musi weChishanu 24 April kusvika neSvondo 26 April.Camp Fee $6 vakuru ,vadoko kubvira grade 7 zvichidzika vanobvisa $4.Tinokurudzira vese vari kupfeka vazivise vatungamiriri veSungano YeVakomana uye zvakare vese vari kufambira vazivise vatungamiriri. Vabereki ngatikurudzirei vana vedu vose vakomana vauye kumusangano kubva musi wechishanu .Zera doko kubvira grade 3 zvichidzika rinokurudzirwa kuuya neSaturday mangwanani uye mozovatora na5 manheru.

Ngatinzwei zvizere kubva kuvatungamiriri
Chairperson Alister Hurumidza +263 77 438 5660
Secretary Tinotenda Tauro 0788322486
Treasurer Blessing Sharu. +26371 312 9857
Advisors
Mr Sivara Jnr 071 839 3107
Mr Mutikani Jnr +263 77 938 3070

Vakomana muri nhume...ngatisangane musi muchishanu kusvika sundae. Mukomana wese paRunyararo
21/04/2026

Vakomana muri nhume...ngatisangane musi muchishanu kusvika sundae. Mukomana wese paRunyararo

19/04/2026

Welcome to RCZ Runyararo Congregation sunday Service
Speaker: Mai Mufundisi Mahaso

19/04/2026

Welcome to RCZ Runyararo Congregation Sundae Service
Speaker: Mai Mufundis Mahaso

Runyararo woooyeeeee🔥🔥🔥🔥 chinenge chakachaya musi uyu. You are all invited
11/03/2026

Runyararo woooyeeeee🔥🔥🔥🔥 chinenge chakachaya musi uyu. You are all invited

Runyararo woooyeeeeeee🔥🔥🔥 we are all invited RCZ  Runyararo Congregation kuzorindira goredzva  huyai tibatirane pamwe ch...
30/12/2025

Runyararo woooyeeeeeee🔥🔥🔥 we are all invited RCZ Runyararo Congregation kuzorindira goredzva huyai tibatirane pamwe chete tichiyambuka 2025

Varwi VaKristu wooooyeeeee chinenge chakachaya paRunyararo  huyai tibatirane pamwe nekunzwa shoko raMwari
26/11/2025

Varwi VaKristu wooooyeeeee chinenge chakachaya paRunyararo huyai tibatirane pamwe nekunzwa shoko raMwari

24/11/2025

THEME: 💜STILL IN THE DARK💜

🙏_react before you read_🌹💜🌹

*SCRIPTURE:PSALMS 119:105 Thy word is a lamp unto my feet, and a light unto my path*

Magetsi anogona kuenda but ozodzoka nguva nguva But kana adzoka and iwewe woregedza kubatidza light, do you know kuti unoramba uri murima but iyo magetsi adzoka zvawo

Magetsi adzoka rokesheni yese but nekuda kwekuti iwewe wakadzima switch yako. Unoramba uri murima. You will remain in the dark despite kudzoka kwemagetsi nekuti hauna kutora action yekuReceiver magetsi auya.

What im i saying, muNguva yekare maChristu vakararama through a period yainzi maDark Ages, munguva iyi vanhu vaisabvumidzwa kuverenga Bible. Waiurayiwa ukawanikwa uchiverenga Bible. That period was called the dark ages.

But izvozvo zvakasvika pakupera. We are no longer in the dark ages, but kune vamwe vachirimo muDark age imomo, nechikonzero chekuti ega haadi kuverenga Bible or anopinda church inomuudza kuti usaverenge Bible.Arikurarama muDark age yake ega. Afanana nemunhu anogara murima iyo magetsi adzoka kare by the reason yekuti haana kubatidza switch.

Dark age yakapfura kare but vamwe sisi vachiri murima, Bible havasi kuda kuverenga. Kwete kuti haagone kuverenga but because anoda kuramba hake ari murima.Why should you remain in the dark iyo zesa yadzoka. Unogarireiko murima iwo magetsi auya.why should you remain in ignorance iro Bible radai kuzara.

Mumwe akabuda church yaaipinda nekuti vairambidzwa kuverenga Bible, avakupinda inoverengwa Bible but still on his own bible racho haaverenge. Wafanana nemunhu anotama kubva kumusha achiti hakuna magetsi and goes to harare, but kana Harare kwacho mumba maanogara munogara makadzimwa switch yemagetsi zvekuti he can not enjoy the electricity.

Ngatibudei murima, tiuye muchiedza let us start reading our Bibles and living the word rataverenga, Mweya Mutsvene achitibatsira

INZWAI KUDA VERENGWA KWESHOKO RAMWARI NEKUTI RINOGARA NOKUSINGAPERI

Today's the day. Haikona kusara. Join us at Victoria Range Masvingo as we take a powerful step forward together. We'll b...
13/11/2025

Today's the day. Haikona kusara. Join us at Victoria Range Masvingo as we take a powerful step forward together. We'll be broadcasting live on our page, so be sure to tune in and be a part of it.

11/11/2025

The amazing Runyararo Choir is poised to inspire the stage.

Address

Masvingo

Telephone

+263392255797

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when RCZ Runyararo Congregation posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share