Gospel Kingdom Family page

Gospel Kingdom Family page Sharing word of god teachings n praising n worshiping. Prophesy in christanity. Grooming the family of god n providing the way to the kingdom of god.

Galatians | VagaratiaShona3:1 Imi vaGaratia vokusafunga, ndianiko wakakurunzirai, kuti murege kuteerera chokwadi iyemi, ...
05/10/2024

Galatians | Vagaratia

Shona
3:1 Imi vaGaratia vokusafunga, ndianiko wakakurunzirai, kuti murege kuteerera chokwadi iyemi, makaratidzwa Jesu Kristu pachena pamberi pameso enyu akaroverwa pamuchinjikwa pakati penyu?

Shona
3:2 Ichechi bedzi ndinoda kunzwa kwamuri: Makapiwa Mweya namabasa omurairo here, kana nokunzwa kwokutenda?

Shona
3:3 Muri vokusafunga vakadaro seiko? Makatanga muMweya, ko zvino mopedzisa munyama here?

Shona
3:4 Makatambudzika zvikuru mukadai pasina here? Kana zvaiva pasina hazvo!

Shona
3:5 Naizvozvo uyo unokupai Mweya, nokuita mabasa esimba pakati penyu, unozviita izvo namabasa omurairo here, kana nokunzwa kwokutenda?

Shona
3:6 Abhurahamu sezvaakatenda kunaMwari kukanzi kwaari ndiko kururama.

Shona
3:7 Naizvozvo zivai kuti vokutenda ndivo vana vaAbhurahamu.

Shona
3:8 Norugwaro zvarwakaziva zviri mberi kuti Mwari ucharuramisa vahedheni nokutenda, rwakaparidza Evhangeri kare kunaAbhurahamu, ruchiti: Mauri marudzi ose acharopafadzwa.

Shona
3:9 Naizvozvo vokutenda vanoropafadzwa pamwe chete naAbhurahamu, wakatenda.

Shona
3:10 Nokuti vose vari vamabasa omurairo, vari pakutukwa; nokuti kwakanyorwa, kuchinzi: Vakatukwa vose vasingarambiri pazvinhu zvose zvakanyorwa mubuku yomurairo, kuti vazviite.

Shona
3:28 Hakuchina muJudha kana muGiriki, hakuchina wakasungwa kana wakasununguka, hakuchina munhurume kana munhukadzi; nokuti imi mose muri vamwe munaKristu Jesu.

Shona
3:29 Zvino kana muri vaKristu, muri vana vaAbhurahamu, vadyi venhaka sezvamakapikirwa.

Shona
3:22 Asi Rugwaro rwakapfigira zvose pasi pezvivi, kuti chipikirwa chinobva pakutenda munaJesu Krisitu chipiwe vanotenda.

Shona
3:23 Asi kutenda kusati kwasvika, taichengetwa pasi pomurairo, takapfigirwa nokuda kwokutenda kwaizoratidzwa.

Shona
3:24 Saizvozvo murairo wakanga uri muperekedzi wedu, kutiisa kunaKristu kuti tiruramiswe nokutenda.

Shona
3:26 Nokuti imi mose muri vana vaMwari nokutenda munaKristu Jesu;

Shona
3:25 Zvino kutenda zvakwakasvika, hatichiri pasi pomuperekedzi.


To install app click the link below

25/04/2024


1 Naizvozvo hakuchina kupiwa mhosva kunavari munaKristu Jesu vasingafambi nenyama asi nomweya.
2 Nokuti murairo woMweya wovupenyu munaKristu Jesu wakandisunungura pamurairo wezvivi noworufu.
3 Nokuti, zvakanga zvisingakwaniswi nomurairo, pakushaiwa kwawo simba nokuda kwenyama, Mwari pakutuma kwake Mwanakomana, wake nomufananidzo wenyama yezvivi, nokuda kwezvivi, wakapa mhosva zvivi zviri munyama;
4 kuti zvakarebwa nomurairo zviitike matiri, isu tisingafambi nenyama, asi nomweya.
5 Nokuti vari vomweya, vanofunga zvomweya.

29/03/2024
28/02/2024

In your life may God fulfil his purposes in his did on the cross the fruits of live love

07/11/2023

*Love is a remedy 💓💓 many people are suffering because of its deficiency n the are succumbing to the raveges of hatred n many more staying in bitterness*

Kana paine chinhu chausingafanire kushaya mulife, *RUDO/LOVE*.
This is the _“And now abide faith, hope, love, these three; but *the greatest of these is love.*”_
Unogona kuva necash, nehutano, nenyembe dzinotyisa, uchirova ndimi big time, uchiparidza vhangeri kwete mbijana, uine kutenda kunofambisa makomo,.

uchiita minana inokatyamadza, ugova nemadegree ekuwanda wanda etc but as long kana usina rudo hauna dhirik.

*My prayer every morning may u be filled with love. May u love & be loved in Jesus Name*

And what shall it benefit a man to gain the whole world but loosing his life in Gehenna

When a man has love ❤️ has God the bible says *because love 💕💕💕 is God, and God is the door to heaven meaning without God no heaven*

Wish you will watch ⌚ yr 🪜

*Love is life 💗 many has committed su***de n many are on bad right now and they are sick*

*BP, strokes, stress, bitterness,anger ,lack of bathing 🧼,body lose , depression these are the fruit 🍓🍑 of lacking love*

As a church or family, let us reunion and seek where love disappeared 💕😭

Thank excise faith by chip in Love

21/10/2023
18/10/2023

Remedy ye
BITTERNESS

=⛲Bitterness ibundu kana kuti chironda chiri mumoyo chausingatendere kuti chipore

=⛲Bitterness inowanika kazhinji kumunhu atadzirwa wotadza kuregerera🤷‍♀️

=⛲Inovepo nekuda kuchengetedza record of wrong and grudges

=⛲Munhu akatakura bitterness anogara akatsamwa, anogara akashatirwa😠 uye aiine hasha nekuti inotora mufaro nerugare rweakai takura

=⛲Inokuvadza iwe wakaitakura kwete akatsamwirwa
Ummmm😢

=⛲Inoita kuti uvenge uve negodo neshanje nevanhu

=⛲It causes you to hate even vanhu vasina kukutadzira just because people are talking and laughing nemunhu wauri bitter naye

=Inoita kuti usafare kunyangwe wawakatsamwira wacho achifara kana kuseka🤣

=⛲Unorwadziwa kuti ari kutofara zvake ini ndakamutsamwira and most of the times, munhu wauri bitter naye anogona asingatozive kuti akakukanganisira uye kuti wakamutsamwira

=It makes you rejoice and be happy when the person you are bitter with is unhappy or facing challenges
=You desire and alALLs wish them bad things and pain

=Bitterness inoita uone zvakaipa mumunhu/ vanhu vawakatsamwira nyange vakaita chakanaka sei hauzvione nekuti mumeso ako akashatisisa

=Even they are right you won’t support but instead criticize them and want them to look bad even to other people they have not wronged

=Bitterness can transform a person into being a witch😔

=Mumwe anototsvaka mushonga wekukuvadza mumwe

=Bitterness yakaipira kuti inodya nekukuvadza akaitakura

=It makes you think about the person you are bitter with unnecessarily.

=The person occupies your heart and mind.

=Hauna chakanaka chaunoita.

=Bitterness causes anger, wrath, stress, wrath and depression

=Unorwara mupfungwa nemunyama

=Ulcers, BP, headaches. Vamwe kusvika pakupenga chaipo

=Inoita usadike, you end up having more enemies than friends.

=Lets learn to let things go, forgive and forget

=🤝Kana takatadzirwa ngatitaurirane tokumbirana ruregerero and move on

🤝Tikazviregerera zvakakosha nekuti tazvisunungura zvichibatsira iwe

=Tinoona sekunge tikaregerera tajaidza munhu but tinenge tazvigonera isu

=Uye pamwe pacho tinotadza tisingazive we must not assume kuti atadza atozviziva kuti anditadzira kazhinji anenge asingazive.

=Tikaziva kuti zvataita hazvina kufadza mumwe wedu lets apologize than kuti aahh saka watotsamwa zvinotsamwisa izvozvo?

=A small thing can cause one to be bitter. Zvimwe zvatinofunga sezvisina basa can be a big deal to someone

=Madaka ngatisiyei tisunungurwe pamunamato yedu

=Zvimwe hatipihwi zvatakumbira nekuda kwebitterness yatinayo

My prayers to the lord ,the bible says is there anyone afflicted let him pray
04/10/2023

My prayers to the lord ,the bible says is there anyone afflicted let him pray

Check out Apostle General Mafirakureva's post.

Wish being there! Pastor Makoni magona kutora heavenly army commander to sign here on earth 🌎 n in heaven Prophet Madung...
02/10/2023

Wish being there!
Pastor Makoni magona kutora heavenly army commander to sign here on earth 🌎 n in heaven Prophet Madungwe




Address

Gaborone

Telephone

+26776826984

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Gospel Kingdom Family page posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Gospel Kingdom Family page:

Share