African Apostolic Church in Sabbath International

African Apostolic Church in Sabbath International Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from African Apostolic Church in Sabbath International, Religious organisation, 14maynier, Swellendam.

28/05/2026

Horty

28/05/2026

Ariruuuuyyyaaaa Pisarema

28/05/2026

Zvinochengeta izvi

Nekuti tiri basa rake mudzimai wese handei pamasvosva
28/05/2026

Nekuti tiri basa rake mudzimai wese handei pamasvosva

28/05/2026

THE AFRICAN APOSTOLIC IN SABBATH CHURCH INTERNATIONAL

28 MAY 2026

FROM: Ministry of Evangelism

TO: THE CHURCH

Ref: *Chiziwiso cherufu*

Ndinokwazisa sangano dzvene ratenzi wedu Jesu Kristu kubva kuvatungamiri wedu wanoremekedzwa nezvigaro zvavo uye nokunhengo dzose dzesangano ndichiti rugare ngaruwe nemi.

Tinokuzivisai kuti tashaikirwawo nasekuru Musendo vanova Baba va muvhangeri C Musendo.

Tineurombo kuhama dzese tichiti may his soul rest in peace

Vhangeri Ngariende Secretary

Botsa Paddington

27/05/2026

THE AFRICAN APOSTOLIC IN SABBATH CHURCH INTERNATIONAL

27 MAY 2026

FROM: MUTARE PROVINCE

TO: THE CHURCH

Ref: *Chiziwiso cherufu*

Ndinokwazisa sangano dzvene ratenzi wedu Jesu Kristu kubva kuvatungamiri wedu wanoremekedzwa nezvigaro zvavo uye nokunhengo dzose dzesangano ndichiti rugare ngaruwe nemi.

Ndanoda kuziwisa sangano kuti tarasikirwa ne muvhangeri wedu we sangano Baba Dhliwayo waibatira branch re BIKITA
Vashaya nhasi mangwanani.

Tine urombo ku hama dzose neshamwari tichiti mweya wawo uzorore murugare.

Ndatenda

Wenyu munyori

Baba D Magadzire

27/05/2026
23/05/2026
22/05/2026

Music inorapa moyo

Address

14maynier
Swellendam
6740

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when African Apostolic Church in Sabbath International posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to African Apostolic Church in Sabbath International:

Share