Mwari mutungamiri pazvose.

Mwari mutungamiri pazvose. MWARI HAASI WEMACHURCH ASI ANINANI ANOCHENGETA MIRAIRO YAKE ANOPONESWA πŸ’―βœ…πŸ™πŸ™πŸ™

Hallelujah πŸ™πŸ™πŸ™
27/07/2026

Hallelujah πŸ™πŸ™πŸ™

Hapana asingade ruponeso  # Zvakanaka kwazvo kuti vanhu wadzidze kuchengeta kururama nokuterere Mwari , Nokuti waripo va...
17/07/2026

Hapana asingade ruponeso # Zvakanaka kwazvo kuti vanhu wadzidze kuchengeta kururama nokuterere Mwari , Nokuti waripo vazhinji wanoda kuona kubata kwaMwari asiwasingarege zvinowengwa naMwari .

Ruponeso rwaMwari rwunoonekwa kana munhu asiya tsika dzinopesana nekuda kwaMwari , Uye ruponeso rwaMwari harwubhadharwe zvose zvinoitwapachena kururama nekuterera Mwari vanhu wanopona . Husimbe pakunamata, pakuterera zvinoda Mwari nekuchengeta kururama zvinotsautsa vazhinji.

Hongu varipo vakatumwa naMwari panyika vanonzwa kureva nekutaura kwake ASI havazi wese nekuti Satani anozama nepese kudzivisa zvokwadi asi pakupedzisira huMwari hunokunda .

(PANYIKA WARIPO WANOSHAMBADZA VACHITI VAKATUMWA NA MWARI WANOTI....)

✍️ Tinobatsira wanotsvaga mabasa , Wanotsvaga mbereko , Vanoda promotion, Vanoda luck remari, kugadzira misha isingagarike, kukubatsira kumatare edzimhosva, kudzosa mudiwawako # CHENJERAI KUROYA.

Zvose zvinogonekwa naMwari ,kana ukaterera zvinoda Mwari zvose zvinogadziriswa naMwari , Regai kudakuonakubata kwaMwari imimusingabve pamabasa akaipa # CHENJERAI VAPOROFITA VENHEMA.

Hapana asingade ruponeso.

Zvakanaka kuti munhu adzidze kuchengeta kururama nekuterera Mwari, nokuti ruponeso runouya kune vanotendeuka uye vanofamba munzira dzaMwari.

πŸ“– "Kana vanhu vangu vakazvininipisa, vakanyengetera, vakatsvaka chiso changu, vakadzoka panzira dzavo dzakaipa, ndichavanzwa kubva kudenga." β€” 2 Makoronike 7:14

πŸ“– "Tendeukai mugotendeukira kuna Mwari, kuti zvivi zvenyu zvidzimwe." β€” Mabasa 3:19

⚠️ Chenjerai vaporofita venhema. Vanovimbisa mbereko, mari, luck, kudzosa mudiwa, kana kugadzirisa matambudziko nemasimba asiri aMwari.

πŸ“– "Chenjerai vaporofita venhema vanouya kwamuri vakapfeka sembudzi, asi mukati mapere anoparadza." β€” Mateo 7:15

Zvose zvinogoneka kuna Mwari. Tererai Mwari, siyai mabasa akaipa, uye muvimbe naJesu Kristu. Mwari mutungamiri pazvose. MWARI MUTUNGAMIRI PAZVOSE.

Hallelujah πŸ™
17/07/2026

Hallelujah πŸ™

21/06/2026

Mai Mapisarema 23

21/06/2026


Mwari mutungamiri pazvose.
MWARI MUTUNGAMIRI PAZVOSE.

Ndinokukwazisai  kwamuri mose ndichivimba kuti hamuna kurarisa Mwari nekuda kweMATAMBUDZIKO kana RUGARE .  Zita raMwari ...
13/06/2026

Ndinokukwazisai kwamuri mose ndichivimba kuti hamuna kurarisa Mwari nekuda kweMATAMBUDZIKO kana RUGARE . Zita raMwari ngarirege kushorwa nekuda kwako nekuti zvizhinji zvinouya muupenyu hwemunhu Mwari anoziwa ,Saka Regai kutadzira Mwari nekuti vazhinji warikungotadza .Kutsamwa kwaMwari kunozouya kana vanhu warambira pakutadzira Mwari.

Anokupa Mweya wauri kufema anoda kutererwa neve , kutya Jehovah ndikokuchenjera . Zvose zvakaipa zvinoitwa murima zvichabuda pachena , Hapana chaungaita Mwari akasaona , pfurirai mberi imi munoita kuda kwaMwari, Tendekukai imi munotadzira Mwari rangarirai kuti pakutanga Mwari akasika denga nenyika yauri nhasi

πŸ“– Vese wanoita zvisakarurama, Rangarirai kuti pakutanga Mwari akasika denga nenyika.
πŸ“– Waripo anonamata zvifananidzo vachiramba Jehovha Mwari mutungamiri pazvose, Rangarirai kuti Pakutanga Mwari akasika denga nenyika.
πŸ“– Varipo wanorarama mutsika dzechipfambi/chuhure vachiita kuda kwawo pakufungakwawo, Rangarirai kuti pakutanga Mwari akasika denga nenyika. πŸ“–πŸ“– Wese wanosimbisana pahumbavha, vanoita humbavha, Rangarirai kuti pakutanga Mwari akasika denga.
πŸ“– Kunewasingade kutendeuka patsika nehunhu hunopesana naMwari, Rangarirai kuti pakutanga Mwari akasika denga nenyika.
πŸ“– Zvakaipa zvizhinji zvofarirwa ne vazhinji PaNyika Kudarika zvakanaka, Asi Rangarirai kuti pakutanga Mwari akasika denga.
πŸ“– Mwari akasika denga nenyika mutererei imi munonzwa, Handiziwe mufambiro wenyu BABA, haandiziwe mufambiro wenyu AMAI, handizive mufambiro wako MUKOMANA, handiziwe mufambiro wako MUSIKANA, shoko rwaMwari ririkuti, Rangarirai kuti Tisiye zvakaipa tiite kuda KWAMWARI,Uye tirangarire kuti pakutanga Mwari akasika denga nenyika anoda rumbidzo .(Zvirevo )29 vers 1 Munhu wakarairwa kazhinji ,achiwomesa mutsipa wake, Uchaparadzwa pakarepo , kusina chingamubatsira.

CHENJERERA ZVAUNOFUNGA KUTI UCHAZVIITA, KANA WAZVIITA CHOVACHIJAIRIRA, CHINOJAIRIRWA NEMUNHU NDIHWO HUNHU HWAKE, HUNHU HUNOUNZA MAGUMO EZVINHU ZVOSE

STOP SLEEPING AROUND β€” SOME OF YOU ARE INVITING DEMONS INTO YOUR LIFE THROUGH LUSTMen, look at that image carefully.That...
12/06/2026

STOP SLEEPING AROUND β€” SOME OF YOU ARE INVITING DEMONS INTO YOUR LIFE THROUGH LUST

Men, look at that image carefully.
That’s not just horror β€” that’s symbolism.
That’s exactly what happens spiritually when you sleep with anyone just because you’re h***y.

You think you’re just having fun.
You think it’s β€œjust sex.”
You think it’s harmless pleasure.

But every time you sleep with the wrong woman, you’re opening doors you can’t close β€” doors that pull your soul into darkness, doors that drain your destiny, doors that attach spirits you never bargained for.

1. S*X IS NOT JUST PHYSICAL β€” IT’S A SPIRITUAL EXCHANGE
Every woman carries energy, history, trauma, and spiritual baggage.
When you sleep with her, you don’t just touch her body β€” you inherit her demons, her depression, her addictions, her curses, her darkness.
You walk away thinking you β€œscored,” but something followed you home.

2. H***Y MEN MAKE THE WORST DECISIONS
Lust blinds you.
It makes you ignore red flags, spiritual danger, and obvious warnings.
You sleep with strangers whose backgrounds you don’t know, whose spirits you can’t discern, whose intentions you can’t read.
That’s how men lose peace, confidence, and clarity without understanding why.

3. SOME WOMEN ARE SPIRITUALLY POISONED
Not every woman is for pleasure.
Some are carriers of generational pain, trauma, witchcraft, spiritual attachments, soul-ties, and emotional chaos.
Sleeping with them is like inviting a parasite into your soul.
A moment of pleasure becomes years of spiritual damage.

4. LUST MAKES YOU WEAK AND SPIRITUALLY EMPTY
The more you sleep around, the more you lose:
Your purpose
Your discipline
Your drive
Your focus
Your blessings
Your spiritual strength

How can you lead when you’re enslaved by your own hormones?
How can you conquer when lust keeps conquering you?

5. THE WRONG WOMAN CAN DESTROY A MAN FASTER THAN POVERTY
One night can cost you:
Your destiny
Your peace
Your health
Mwari mutungamiri pazvose. , doctrine

KUNAMATA NGAIWE TSIKA YEDU πŸ™πŸ™πŸ™
06/06/2026

KUNAMATA NGAIWE TSIKA YEDU πŸ™πŸ™πŸ™

Dare Remachinda
05/06/2026

Dare Remachinda

Address

Gaborone

Opening Hours

Monday 08:00 - 00:00
Tuesday 08:00 - 00:00
Wednesday 08:00 - 00:00
Thursday 08:00 - 00:00
Friday 08:00 - 00:00
Saturday 08:00 - 00:00
Sunday 08:00 - 00:00

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mwari mutungamiri pazvose. posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Mwari mutungamiri pazvose.:

Shortcuts

Share