Munamato wemisiyose

Munamato wemisiyose Praying platform

23/08/2025

Makadii

03/08/2025

Mwari atimutsa tirivapenyu ngatimuongei tichiti tinotenda Mwari nechipo cheuoenyu

20/07/2023

Makadii hama munashe nhau yandinayo nhasi ndeyekusarasa tariro,,zvinovhiringidza zvirimo mukurarama chinodiwa chete kuvimba na Mwari

19/07/2023

New App number 00263785891796

19/06/2023

Makadii vana vababa kandai zvinetso zvenyu tibatsirane online for free

16/06/2022

Mwari tinokutendai nekutimutsa zuva ranhasi chivai nesu ramangwana tirambe tichikunamatai,ndinokumbirira vese vanezvinovanetsa kuti mupindire paupenyu hwavo nekuti vega pasina imwi vakundika Amen

05/05/2022

Zuva ramavanga mashanu

27/04/2022

Ngatinamatei nguva dzese

24/02/2022

Makadii vanababa naana amai,ngatinamatei Mwari variko

03/08/2021

Vatendi makadii

06/06/2021

VATENDI

06/11/2020

Madii vana va Mwari kwamuri

Address

Mberengwa
Zvishavane
214

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Munamato wemisiyose posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Munamato wemisiyose:

Share