Izwi Reruponeso church

Izwi Reruponeso church Pano tinokugamuchirai vana vese veInzwi reruponeso nevamwe vose. Tichaita share Jesus"s gospel as well as praising songs dzinotisimbisa.

29/03/2021
21/03/2021

Mangwanani kwese kwatiri.
Today is a Sunday. Zuva rinotarisirwa kuti chero vasati vanyatsogamuchira Jesu vanopfugamawo vachimunamata. Otherwise to those who have received Christ everyday is a prayer day. Every moment its a prayer moment. It does not matter whether you are in Church or not, alone or with others.

Today's devotion

Rev 21:8 But the cowardly, the *unbelieving* , the vile, the murderers, the sexually immoral, those who practice magic arts, the idolaters and all liars--their place will be in the fiery lake of burning sulfur. This is the second death."

Zvakazarugwa21 ndima 8Asi vanotya, vasingatendi, navanonyangadza, mhondi, nemhombwe, navanoita zvouroyi, vanonamata zvifananidzo navanoreva nhema, nzvimbo yavo ichava mudziva romoto rinopfuta nesafuri. Urwu ndirwo rufu rwechipiri.โ€

Takamira papi hama vadiwa. Shoko raMwari rinotiyeuchidza nguva nenguva kuti gehena rinemoto unopisa ririko. Asi nzvimbo iyi inogona kuti munhu ainzvenge. Kuinzvenga chete kusiya zvakaipa. Hatipo here panezvataurwa neShoko raMwari munaZvakazarugwa 21 pa 8 apa. Kana tiripo nguva ichiripo yekuti titendeuke titsvage Mwari mumweya nemuzvokwadi. Ngatiparidzirei evhร ngeri yekururama kwese kwatiri. If you really love your husband, wife, children, friend, neighbor, workmate etc unomupa vhangeri rinomuendesa kudenga not kugehena.
Mat 16:26 What good will it be for a man if he gains the whole world, yet forfeits his spirit? Or what can a man give in exchange for his spirit?

๐Ÿšœ๐Ÿš๐Ÿš”๐Ÿ›บ๐ŸšŸ๐Ÿš ๐Ÿšก๐Ÿš–๐Ÿš˜๐Ÿšฒ๐Ÿš๐Ÿš’๐Ÿš—๐Ÿš•๐Ÿ›ฉ๏ธ๐Ÿ›ฌ๐Ÿ›ซโœˆ๏ธ๐Ÿก๐Ÿ ๐Ÿœ๏ธ๐Ÿ๏ธ๐Ÿ–๏ธ๐ŸŸ๏ธ๐ŸŽก๐Ÿฏ๐Ÿฐ๐Ÿฃ๐Ÿฌ๐Ÿข๐Ÿญ๐Ÿ—๏ธ๐Ÿซ๐Ÿฉโ›ฉ๏ธ๐Ÿ•‹๐Ÿ›•๐Ÿ•๐ŸŒ๐ŸŒ‰๐ŸŒƒ๐Ÿ™๏ธ๐ŸŒ†๐ŸŒ‡๐ŸŽ‘๐Ÿ›ฃ๏ธ๐Ÿ›ค๏ธ๐Ÿ›๏ธ๐Ÿฑ๐Ÿฃ๐Ÿ›๐Ÿฒ๐Ÿœ๐Ÿ๐Ÿฅช๐Ÿฅ™๐Ÿง†๐ŸŒฎ๐ŸŒฏ๐Ÿฅ—๐Ÿฅ˜๐Ÿฅฎ๐Ÿฅ ๐Ÿฅ๐Ÿ˜๐Ÿš๐Ÿ™๐Ÿค๐Ÿฌ๐Ÿง‰๐Ÿพ๐Ÿน๐Ÿ’ฐ๐Ÿ’ท๐Ÿ’ถ๐Ÿ’ด๐Ÿ’ต๐Ÿ’ธ

Mateo16 ndima26Nekuti munhu unobatsirwei kana akawana nyika yose, akarashikirwa nemweya wake? Kana munhu uchapei kuti chive muripo wemweya wake?

Itirwai nyasha kwese kwamuri. God bless you all. Munditendere tisimbisane paShoko raMwari nerurimi rwechirungu kuitira kuti kusawana rudzi rwunotadza kubata Shoko dzvene raMwari.

AMEN

17/03/2021

Nhasi ndirikuda kubatsira nyaya diki diki yemweya urimatiri. Ndiwo mweya wakanzi uchaparadzaniswa nenyama musi watinofa. Bhaibheri dzvene raMwari roti nyama ichasara pano pasi asi isu mweya woenda kudenga kwauchanotongerwa either upenyu or kuraswa.

Mubvunzo wangu woti tirikushandira here mweya or tirikushandira nyama inosara pano? Hama vadiwa ngatiyeuke kuti nyama iri kufurira vanhu kuti vasatende chokwadi ichaora. Nyama iyi kudenga haidiwe. Zvekuti uri boss kubasa, munhu anoremekedzwa, founder wechurch, senior pastor etc. Zivai chiri kuremekedzwa mutumbi wenyama ipapo mweya wakafa.
1Co 15:50 I declare to you, brothers, that flesh and blood cannot inherit the kingdom of God, nor does the perishable inherit the imperishable.

*Saka usafurirwe nenyama isiri kuenda kumberi* Kumberi ndekwe mweya. Unfortunately vamwe havasati vagamuchira shoko rinoenda kumweya. Shoko ravo rinogumira kunyama inoora. Hanzi receive your money, uchachata, uchawana basa, ucha driver ๐Ÿš™ yako, uchagara yako ๐Ÿฆ๐Ÿ›๏ธ etc . Whilst zvisina kushata kuchata, kutenga mota etc asi ngatiyeukei kuti tichafa tigozvisiya uye mweya kana usina kushandirwa uchaparadzwa. Kushandira mweya kugamuchira ishe Jesu tovanamata. Kunamata kunamata kunamata ndicho chinhu chega chinechokuita nekushandira mweya. Everytime patinofugama tichinamata Ishe Wekudanga anofara uye tinenge tichigadzirisa connection yedu naMwari.

Zvino ngatidzeyeyi mashoko aMwari anotevera. Tozvibvunza kuti tirikushandira Mweya here. Tinonamata kangani pazuva hamawee. Ndicho chipimo chedu chekutanga. Bcoz kugara tichinamata kureva kukumbira kangamwiro kunaIshe wedu kamwe nekusimbisa mweya yedu. Tinonamata kangani pazuva. Heroo shoko panhau yemweya yedu๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡

Romans 8:5 For they that are after the flesh do mind the things of the flesh; but they that are after the Spirit the things of the Spirit. Romans 8:8 So then they that are in the flesh cannot please God. Romans 8:9 But ye are not in the flesh, but in the Spirit, if so be that the Spirit of God dwell in you. Now if any man have not the Spirit of Christ, he is none of his. Romans 8:13 For if ye live after the flesh, ye shall die: but if ye through the Spirit do mortify the deeds of the body, ye shall live. Galatians 5:16 This I say then, Walk in the Spirit, and ye shall not fulfil the lust of the flesh. Galatians 5:24 And they that are Christ's have crucified the flesh with the affections and lusts. Galatians 6:8 For he that soweth to his flesh shall of the flesh reap corruption; but he that soweth to the Spirit shall of the Spirit reap life everlasting.

Mwari vatibatsire
Haleluya

06/02/2021

Tiripanguva ino yeCovid 19 ngatingosimbayi kunyengetera vatendi veshoko raMwari. Mwari vane zvavanoda kubva kwatiri. Vanotsvaga tivanamate mumweya nemuzvokwadi. Vanotsvaga tibve panzira dzedu dzakashata. Chingozvipai kanguva kadiki muzvifuhwe. Ko munobvei mukasiya zvese zvisina maturo mukararama sekuda kwavo. Hongu Covid 19 inoda mascientific solutions as it is said. Asi tangatichizvizivawo here kuti Mwari ndivo vari above everything we can think about, be it science, social, economics. Then if we agree on this then while we are observing science let us not forget that takafanira kufugama nemabvi edu tichichema kuti Mwari vatibvisire denda iri rarura pasi rese. Ngativerengei nekunzvera pana 2Makoronike 7 verses 13 and 14. Mwari ngavatibatsire AMEN.

05/12/2020

Ndiyani panezamba........ Before Covid of course.

03/12/2020

Ngandibereke mapudzi emweya mutsvene

Address

MBERENGWA
Zvishavane

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Izwi Reruponeso church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share