Prophet life& RLB ministries

Prophet life& RLB ministries Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Prophet life& RLB ministries, Religious organisation, Nyabira.

Munoramba muri Mwari
30/07/2025

Munoramba muri Mwari

07/05/2025
Pamwe pacho hakusi kuramba kwezvinhu nguva yazvo ndoinenge isati yasvika hayo
07/05/2025

Pamwe pacho hakusi kuramba kwezvinhu nguva yazvo ndoinenge isati yasvika hayo

Kokana tichiziva kuti nguva yedu ishoma panyika sei tisingadananeSei tisingabatsiraneMwari tinomudira muvanhu imomu rang...
21/12/2024

Kokana tichiziva kuti nguva yedu ishoma panyika sei tisingadanane
Sei tisingabatsirane
Mwari tinomudira muvanhu imomu rangarirawo vamwe batsirawo vamwe kokusekana kwabvepiko nhayi
Kushorana kwabvepiko nhayi
Jesu wakafira tose
Pakupawo iwewe zvimww zvisina vamwe Mwari vakaitira uzobatsirawo vamwe kwete kuvaseka
Tive nemoyo wakange uina Jesu christ kunyangwe zvavo vaive mwari asi vakazvideredza vakave semuranda kuzvifananidza navanhu. Ndinozviziva kuti varipo vakaunganidza vachadya vachirasa pachristmas apa yakatorongerwa nehembe nehembe ehe hazvina kuipa asi wanawo waunorangarira wanawo waunodeedzawo adye newe kumba kwako. Anenzeve anzwe zvinoreva mweya

79days dzasara kuti gore ripere pane zvati zvaita here, zviripo zvawakamirira here dnt worry akativimbisa akatendeka haa...
13/10/2024

79days dzasara kuti gore ripere pane zvati zvaita here, zviripo zvawakamirira here dnt worry akativimbisa akatendeka haatirasisi
Ramba wakarindira

12/08/2024

Kana vs itomboripo inoti
Pane error iripo pasi pezuva kuti vakakodzera kuve nazvo Havana vasina kukodzera ndovanazvo. Dakuti umbozvitarisa uone kuti ndiwe here waifanira kunge unazvo asi hauna kana uriwe taura nedenga error igadziriswe, mwana hauna asi zvekuma chengeta nazvo unazvo ndo error yacho runako rwakazara asi uri single, kunyima haunyime asi chekupa hauna, kunamata Aiwa hauna chipomerwa asi wanzwa netsoka
Uuuu error ngaigadziriswe nezita raJesu

Zvinonakira kuti uriwaMwari
27/07/2024

Zvinonakira kuti uriwaMwari

Chirega kuramba uchitaura zvekuti dayi ndakapedza chikoro ndingadai ndchiita izvi, ehee Mari yakashaikwa ukasapedza chik...
27/07/2024

Chirega kuramba uchitaura zvekuti dayi ndakapedza chikoro ndingadai ndchiita izvi, ehee Mari yakashaikwa ukasapedza chikoro chiita zvinoenderana nezvauri. Sua waigona chikoro asi hauna kuzopedzakaa asi hazvikutadzise kuenda mberi nehupenyu.

Hatinamatire kusangana nezvakanaka chete kwete kwete. Zvinake zviipe Mwari vanongoramba vari mwari
27/07/2024

Hatinamatire kusangana nezvakanaka chete kwete kwete. Zvinake zviipe Mwari vanongoramba vari mwari

Chingozvininipisa Mwari vanokusimudza
27/07/2024

Chingozvininipisa Mwari vanokusimudza

Address

Nyabira

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Prophet life& RLB ministries posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share