Christ Inspired Family Church

Christ Inspired Family Church Christ Inspired Family Church , sharing the love of Jesus Christ ,

01-02-2026 Sunday Service As the Man of God, Prophet Soscistence Moyo  takes the stage, he immediately declared this mon...
02/02/2026

01-02-2026 Sunday Service

As the Man of God, Prophet Soscistence Moyo takes the stage, he immediately declared this month to be the months of marriages. HE said if you are not married you will be married or you will promised marriage. If you are already married the marriage will be sweater.

Bible Reading
(1 John 1:6-9)

NOTES
Upon this day you should decide kuti unofamba murima here kana kuti muchiedza. Nekuti nyasha dzaMwari dziriko asi mafambiro edu ane zvaakonzera muhupenyu hwedu.

Mwana kana atanga kuita musikanzwa anotanga kunzvenga baba vake nekuti ane kuziva maari kuti ave kufamba murima.

Kodzekera parudo rwako kuna Mwari nekuti iye ndiye chiedza uye ndiye anokwanisa kuziva kukuratidza rima riri mumafambiro ako.

Yedza kuita zvose zvaunokwanisa kuita uchiri muchiedza nekuti rima rikauya zvakaipa zvinotanga kuuya.

Iva pachena, usava munhu anovanza

Zvaunodyara unokohwa, saka ziva zvaunodyara nekuti zvizhinji zvinokutevera mumba mako uye kuvana vako

Zvose zvaunodyara muchivande, unokohwa pajekerere.

Ziva kusungurwa nechokwadii, nekuti chokwadi chega ndicho chega chinogona kukusungura

Kufamba muchiedza hazvireve kuti une hunhu hwakatsetseka asi zvinoreva kuti buda pachena uzvisunungure kubva murima rezvivi zvawakaviga kubva kuruzhinji

Kurarama chokwadi kurinyore kupfuura kurara hupenyu hwekunyepera vanhu

anokusungirira
Soscistence Moyo Ministries

Be empowered to love God with the love of God through our God given Prophet and founding father Soscistence Moyo Soscist...
14/01/2026

Be empowered to love God with the love of God through our God given Prophet and founding father Soscistence Moyo Soscistence Moyo Ministries

Address

3675 Flamingo 2
Norton

Telephone

+263775294253

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Christ Inspired Family Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Christ Inspired Family Church:

Shortcuts

Share