我是假帳號

我是假帳號 This page is good

We are there to serve the lord
13/11/2021

We are there to serve the lord

Be assured Everytime
05/11/2021

Be assured Everytime

The herald of heavenly chronicles
19/01/2021

The herald of heavenly chronicles

08/01/2021
EPMI quote
01/12/2020

EPMI quote

27/04/2020
Joy joy up in my mind ,Down in my feet!!! Over and over !!!!!!!
13/04/2020

Joy joy up in my mind ,Down in my feet!!! Over and over !!!!!!!

03/04/2020

Proverbs 7:10 zvino mukadzi wakanosangana naye akanga akafuka nguwo dzechifewe,anokinyengera pamoyo.Mangwanani akanaka nhasi ndangoti ndiparidze iyi haide discussion becoz ndoziwa inotaurika pakawanda topedza umwe neumwe ati fokofu fokofu umwe haa ndezvekwako izvo,that's why ndangoti ndiparidze because pa pullpit kashoma kuopposser.Nhy ndezveshuwa here kuti dressing haina basa so long moyo wako chete.Woona mudzimai wa prophet Manditereza nekashort jean trousers mutown nemateki uku ka guvhu out munozvionawo sei.Ok. kana zvisinganyotsoiti nokuda kweposition yake KO iwe ne position yako yechichristu unombopfeka sei,Bible rati pana proverbs akapfeka sechifeve meaning chifeve chine dressing yachinotoziwikanwa nayo inoratidza kuti pane zvaari kutengesa.The bible then tells us kuti our body is the temple of God zvorewa kuti pane warikusiya temple yaMwari wedu yakashama isina lock and key.Haipinde chero munhu kana chidhakwa,matsotsi ,mahure,inopinda the chosen generation .KO iwe zvauri kufamba wakashama uda kuti ani aone zvirimutemberi,Bible rinotiudza nezva Adam na Eve pawakanga wotsvaga mashizha kuti wasimire,wakaona zvisingaiti kumira pa presence yaMwari wasina kupfeka.Ndoda kumboti uzvibvunzewo kuti but ini dressing yangu yangu iyi nei ndichizomhanya koisa zambiya pamusoro kana mufundisi ati gogogoi,KO irikurowa hana mufundisi asvika KO wega uriwega hairowe sei denga rakakutatisa.Kutaura chokwadi Epmi fashion yakanaka but haitibvise here pa presence yaJehovha.Mazuwano vanhu warikutotenga dzakabvaruka kare dzichibudisa nyama padze isu tichiti kana yabvaruka sonesai.Kuita opposite chaiyo.Mubvunzo wangu woti unoita basa rei?unoda kuoneka nani iwe wakawanikwa kare wakatochata.Ehe kana uchipfekera murume wako kana mudzimai wako mumba menyu ndizvozvo bcoz uyo akabvumidzwa kupinda mutemple ,but paunofamba uchienda pama grosser uchiti ndoda kotenga chingwa,unonga wakapfeka sei?Iyo yekushama yakaita kuti na king David anzwe kuda mukadzi wa uria,kunyange judha akendesa tsvimbo.

03/04/2020

Manheru akanaka mhuri yaJesu,ndinoziwa kuti masuwo akavharwa asi Mwari wedu mukuru.Let's read kuna Joshua 6 tinoona vana we Israel pawanonga wachibva Ku Egypt ndokubva wayambuka rwizi Jordan weku Jericho wasina kuzvitarisira bcoz waiziwa kuti rwizi urwu rwaizara zvekutadza kuyambukika nguva dzekukohwa.Ndokubva vanhu wekujericho wafunga zano ndokuvhara masuwo ejericho.But Mwari wanoshamisa wanoti kuna Joshua ndakupa Jericho kkkk its funny kunzi wapiwa basa but company yacho yakambovhara,wapiwa mwana but nhumbu yacho haisikubata zvirikunetsa padiki wateera mazuwa,wapiwa murume but zvirikutaurika pamusoro pake zvakawanda,senge wako senge asiri.But plan yaitwa iyi mushure mekunge rwizi rwayambikwa rwainzi harupfuurike.Nhasi ini Epmi ndine nyaya ye covid 19 inonzi newamwe tichapera but wejericho wachaona tasvika kuita tisina kana kumboiyambuka,woshama kuti nenzara yemuzimbabwe uye ne economy yakadai makatadza kubatwa nei.Mhinduro ndi Jesu mwana wamai wangu,nyaya ndeyekuti unofanira kuona nyika yechipikirwa zvisinei kuti yakavharwa masuwo paine durahall.Nyika inezvinhu zvako zvainayo zvisinei nekuti pane avhara,kunyange michato yakambomiswa but as long Mwari wakati gore rino hazvichinje plan yaMwari izvozvo.Nyangwe company yawakaporofitwa ivhare ,ichavhura hayo nokuda kwako.Shamwari newawengi wamire mire kuti toda kuzviona kuti zvosvikepi,waudze mirai ipapo muone kwandiri kusvika.Nhasi tiripamazuwa eshutdown ,but moyo wedu necommunication nedenga hauite shut down.I decree and declare pakavharwa kudaro uchapinda .Tora zvese zvako sa Daniel aivharirwa nemweya yepersia,but time yakwana inonga yakwana.Ehe hatirambe kuti mhepo dziriko but ngadzisakutadzise kuyambuka Jordan,ita sekunge pasina zvakamboitika,live normal life as long uina Mwari wechokwadi,hama dzinorasisa,shamwari dzotiza but kurangarirwa naJesu zvako zvoita .Ndoda kuti uziwe kuti denga rinezvinhu zvako kwete vanhu.Believe in God ,trust in him ,you will get what belongs to u.May God bless u 🙏🙏shalom

Address

Mutare

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00

Telephone

+263782754741

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when 我是假帳號 posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to 我是假帳號:

Share