The Church Of God International Akaa Rudo. Eriah Vagere

The Church Of God International Akaa Rudo. Eriah Vagere Vanorwa vanopora mweya yakaipa inodzingwa muzita raJesu

08/07/2024

Mufaro bedzibedzi

02/05/2024

Ticharamba tichikura zuvanezuva
Mwari vanesu

15/03/2024

Kufunga kwakanyanya kounza marwadzo
Fungal zvishoma
Unzvenge shungu

New life VagereMwana sikana no 6Mhandara inodikanwa iyoyi
10/07/2023

New life Vagere
Mwana sikana no 6
Mhandara inodikanwa iyoyi

DEI ASIRI MWARI MWANAUYU PASINA,ZVAKATORA MAKORE MANA 4 KUTI RINO RECHISHANU AZOBATIKAKUNGOMIRIRA MWARI NEKUPA MWARI NGU...
10/07/2023

DEI ASIRI MWARI MWANAUYU PASINA,
ZVAKATORA MAKORE MANA 4 KUTI RINO RECHISHANU AZOBATIKA
KUNGOMIRIRA MWARI NEKUPA MWARI NGUVA KWAKAKOSHA
ZVIMWE DEI IMBA YAKATOPARARA
KUNEVASINA VANA NGUVA ICHIPO YEKUTARISA KUMUSIKI
NAMATA UCHIREVESA‼️

Ndotenda chipo cheupenyu ini nevavereki vangu Mwari vakuti chengeta
23/02/2023

Ndotenda chipo cheupenyu ini nevavereki vangu Mwari vakuti chengeta

Vaviri ava chidadiso changu muupenyu ndokutendai vakandibereka  Baba na Mai VAGERE tendwayi mupenyu Kungokuonayi ndonzwa...
10/02/2023

Vaviri ava chidadiso changu muupenyu ndokutendai vakandibereka Baba na Mai VAGERE tendwayi mupenyu Kungokuonayi ndonzwa kukomborerwa
Zivoyamakandipa ihuru inhaka muupenyu hwangu

10/02/2023
Mweya mutsvene ngafambe newe pose
29/01/2023

Mweya mutsvene ngafambe newe pose

27/01/2023

Yava nguva yekutenda Mwari kwete kungogariro chema
Ramba kuchemedzwa nemwaya
Yakaipa yambuka madzudzo nezita Ra Jesu
Urimukundi iwe
Fara uti ndinokunda
Zvamuropa Ra mambo JESU KRISTU AMEN

Zvakarongwa naMwari hazvikoni 1986 muprota akati ndaizova mushumiri apo ndaitove grade 3 ndave Muna 1994 shoko rekuti nd...
06/01/2023

Zvakarongwa naMwari hazvikoni
1986 muprota akati ndaizova mushumiri apo ndaitove grade 3 ndave Muna 1994 shoko rekuti ndaizove mushumiri rakadzokazve nekurisimbiswa na Bishop VA CHIRAU..
Nekunditurika maoko..
2003 raka zadziswa nemu Priest T. P. VAGERE.. pamusangano wepa Lions Den Muna June
Ndokuzozadziswa Muna 2020 26 September nekuzodzwa mafuta nekupfekedzwa hanzudzeushumiri ndakaona kuti Mwari havashanduki pamashoko avo anogara akadaro nekusinga Peri..
Ndotenda Mwari nekundisvitsa pano.
Ndichashandira Mwari mazuva anguose ekurarana🙏🙏🙏💯

Address

Chinhoyi-mhangura
Mhangura

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 17:00

Telephone

+263714457635

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when The Church Of God International Akaa Rudo. Eriah Vagere posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to The Church Of God International Akaa Rudo. Eriah Vagere:

Share