Apostle Kennedy Nhukarume

Apostle  Kennedy  Nhukarume Gospel platform The platform for God's servant

ALL PASTORS LETS GO AND GATHER TOGETHER
01/06/2025

ALL PASTORS LETS GO AND GATHER TOGETHER

10/04/2025

Ask her why asingade kugerwa musoro kana achiti mukristu mukadzi wako

10/04/2025

Noah was a prophet and he got drunk so who told him waonekwa wakashama kana Mwari asingatauri nezvidhakwa? Help me

10/04/2025

Ukaona uine Shamwari inokudzikisira pazvinhu zvinemusoro zvaunoda kuita musiye ndewemaSuper echibuku

10/04/2025

Mudzimai wako wemumba ishamwari yako kwete musikana webasa zvizivei nhasi varume

10/04/2025

Bhaibheri harisi rekutsvaga Sunday chete Gara naro pedyo newe every day not remufoni chete KO ikadzima

09/03/2025

Today we are fellowshipping at Victory Family Ministries ZBS masvingo

Victory Family Ministries with SEER H D ZENGENI

23/01/2024

Ukaona murume uchiti kunamai mwana mukadzi ziva kuti urikurasika vanonzi vadzimai kuratidza weight

23/01/2024

Murume ngaabatwe zvakanaka asafunga kuenda kunanamarwei ukangoona murume achitsumwa Mumba mukadzi urikuita daambudziko . Bhaibheri rioting baba ndivo mushrooms wemba nekuti ndivo vanoona nezvayo ,mai vanofanirwa kuita kuti baba vagaries vaine mufaro zvekare baba vachifadzawo mudzimai wavo

23/01/2024

Marriage yako ichengete mwanasikana usati akandibhowa ndoenda kumbakwedu ko akakuti enda unoitasei

19/09/2023

When they were thrown into the pit of Fire the 3 prayed and the Angel appeared.
Pray until something happened

19/09/2023

Greetings my name is Apostle Brighton Kennedy of Faith Embassy Church Of God and I want say be blessed

Address

Simon Mazorodze Street Zimre Building
Masvingo

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Apostle Kennedy Nhukarume posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Apostle Kennedy Nhukarume:

Share