Karoi Circuit Of the United Methodist Church

Karoi Circuit Of the United Methodist Church Psalms 46.10 .. BE STILL AND KNOW I AM GOD

03/10/2025

Mukatinzwa tichiti Mwari Mwari pane zvinenge zvichiitika

Please know
17/09/2025

Please know

12/09/2025

Tikasanamata tinofa
yomweya

12/09/2025
22/08/2025

Before we sleep, lets spend 1 minutes in Karoi

Come and Lets worship together
29/11/2023

Come and Lets worship together

We are all invited
03/10/2023

We are all invited

Mazuva atakurarama akafanana nemazuva aNoah, munyika tirimo hedu asi zvoitikemo zviri kusimudza hasha dzaMwari. Kunamata...
28/07/2022

Mazuva atakurarama akafanana nemazuva aNoah, munyika tirimo hedu asi zvoitikemo zviri kusimudza hasha dzaMwari. Kunamata kwakudiwa zvikurusei kunamata mumweya nemuzvokwadi. Denga riri kutsvagao vakomana nevasikana vakanyorwa kuna Jowero kuti nemazuva ekupedzisira majaya nemhandara vachaporofita uye rikutsvagao chembere neharahwa zvinooneswa zviratidzo. Denga raMwari riri kutsvagao ana baba nana mai, vakomana nevasikana vasisangotaure zvemunamato kana vanoti vanotenda muminamato asi kuti vanotora nguva yavo kunamata nemabvi avo. Dai zvaigona hama muna Kristu tanamata tichakwanisa mweya, nyama neropa zvichipamwe nokuti ichasvika nguva yekuti zuva rinokwanisa kutidokera rikasazobudazve, chando chinotadzisa vamwe kunamata ichi chogona kuzongotiwira kwehupenyu hwese munhu afushirwa pasi apa, zvinhu hazvo zvinotyisa kutaura asi ndochokwadi chacho chakazara. Mangwanani ano muimbi 111 ari kuti *Jesu Ari kudaidza*... hanzi mwana nditevere,hanzi mai nditewere, hanzi baba nditewere, hanzi mwese nditewere.... Ngatitever

Ameno kuti kwenyuo munozoruimba rwiyo urwu zvaitasei, vamweo havo vanongoruimbao havo nokuti irwiyo rwekuchurch kwavo, v...
14/07/2022

Ameno kuti kwenyuo munozoruimba rwiyo urwu zvaitasei, vamweo havo vanongoruimbao havo nokuti irwiyo rwekuchurch kwavo, vamwe vanoruimbai parunoimbwao nevamwe, vamweo havo vanoruimba kana paita arwara. Chandinonzwisisa parwiyo urwu ndechekuti rinonyatsotsanangura kuti jesu ndiye murapi chiremba wehupenyu, dzimwe nguva tinoona sekuti chinoda kurapwa hurwere basi, asi rwiyo rwukutio anorapa even nemoyo yese. Dzimwe nguva urwere hunotiwira hauuye panyama chete asi nemimoyo yedu mufunge Dzimwe nguva tinaye pano nhasi anoti ini mumoyo ndakasiiwa nemavanga, pamwe pacho mavanga akauya baba vachinge vatisiya, dzimwe nguva mai vakafao, dzimwe nguva takarwadziswa, pamwe pacho takarasiswa nevataivimba navo, pamwe pacho takatsondoreswa nezvenyika ino, pamwe tikaudzwa zvinorwadza, tikatarisirwa pasi, tikaoneswa kuipa kwese kwehupenyu.... ese iwayo mavanga ari muhupenyu asi nhasi let me just tell someone kuti Tinaye muchinda anonzi Jesu, Murapi ari pano kurapa moyo yese inorwadza uye ine mavanga.Amen.

.
the People of the United Methodist Church

Address

Chikangwe
Karoi

Telephone

+263777729208

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Karoi Circuit Of the United Methodist Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Karoi Circuit Of the United Methodist Church:

Share