16/03/2021
Let's go on *John chapter 5 from verse 1* Jesu anosvika padziva reBetisaida pakanga pane munhu ave agara ipapo for 38 years achimirira kubvongodzwa kwemvura noMutumwa, inzwa panosvika Jesu padziva reBetisaida anobvunza munhu aiva chirema uyu kuti, *Do you want to get well* iye anopindura kuti panobvongodzwa mvura mumwe unonditangira kupinda mumvura,, nyaya yangu yoti iyo munhu uyu haana kupindura mubvunzo coz paingoda *Hongu or Kwete* but anotanga kupa zvikonzero zvake, right now tinavo vanhu vanodaro mazuva, imagine munhu uyu akagara 38years padziva reBetisaida asi haana kupona plus haana kubva padziva apa kuti zvaramba but aishingirira kuramba aripo. Asi rako dambudziko harina kana 10years or 1year chairo hauna wakutotama church mumwe ave kutoti *EXIT* pagroup hanzi zvaramba pawabvunzwa kuti unoda kupora here mhinduro yako yati chii, pawanzi isa *SEED* yako wati chii, pawaudzwa kuti *Tsanya* wati chii. Sei pakuda kuti utsanye, kupa seed, uye kutsunga nokumirira nguva. Jesu anoudza munhu uyu paBetisaida kuti *Arise take your mate and go* what was needed was his effort and sacrifice plus faith. Get me right, Jesu paanorapa mumwe munhu aiva neruoko rwakaonyana haana kubata ruoko rwacho but anoti *Stretch your hand* and he get healed. Hama yangu zvimwe zvinoda effort yako ndinzwe zvakanaka ipapo.
*Apostle Dr EP Kazangarare*