Jesus Christ Followers' Group-Honde Valley

Jesus Christ Followers' Group-Honde Valley Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Jesus Christ Followers' Group-Honde Valley, Religious organisation, Harare.

02/02/2021

🔥📖🗡️Teaching: Defining 10 Commandments/ Chii chinonzi mitemo ine gumi inorevei🤔❓

🔥Exodus | Ekisodho

Shona
20:1 Zvino Mwari akataura mashoko awa ose, akati,

Shona
20:2 Ndini Jehovha, Mwari wako, akakubvisa munyika yeIjipiti, muimba youranda.

Shona
20:3 Usava navamwe vamwari kunze kwangu.

Shona
20:4 Usazviitira mufananidzo wakavezwa, kana uri mufananidzo wechinhu chiri kudenga kumusoro, kana wechiri panyika pasi, kana wechiri mumvura pasi penyika.

Shona
20:5 Usapfugamira izvozvo, kana kuzvishumira; nokuti ini Jehovha, Mwari wako, ndiri Mwari ane godo; ndinorova vana nokuda kwezvivi zvamadzibaba avo, kusvikira kurudzi rwechitatu norwechina rwavanondivenga ;

Shona
20:6 ndichaitira nyasha vane zviuru zvamazana vanondida, vanochengeta mirairo yangu.

Shona
20:7 Usareva zita raJehovha Mwari wako pasina; nokuti Jehovha haangaregi kupa mhosva anoreva zita rake pasina.

Shona
20:8 Rangarira zuva reSabata, kuti urichengete rive dzvene.

Shona
20:9 Ubate mazuva matanhatu, uite mabasa ako ose;

Shona
20:10 asi zuva rechinomwe iSabata raJehovha Mwari wako; usatongobata mabasa naro, iwe, kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, kana muranda wako, kana murandakadzi wako, kana zvipfuwo zvako, kana mweni wako ari mukati mamasuo ako,

Shona
20:11 nokuti namazuva matanhatu Jehovha akaita denga napasi, negungwa, nezvose zviri mukati mazvo, akazorora nezuva rechinomwe; naizvozvo Jehovha akaropafadza zuva reSabata akariita dzvene.

Shona
20:12 Kudza baba vako namai vako, kuti mazuva ako ave mazhinji panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako.

Shona
20:15 Usaba.

Shona
20:13 Usauraya.

Shona
20:14 Usaita upombwe.

Shona
20:16 Usapupurira wokwako nhema.

Shona
20:17 Usachiva imba yowokwako, usachiva mukadzi wowokwako, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chimwe chowokwako.

🔥EXODUS 20.2 ,Zvino Mwari akataura kuIsrael kwete kudzimwe nyika(gentles excluding us) akati- mitemo iyo.
Are we agreeing, isu taivepo maZi

06/12/2020

🔊Hatidananei kana mukana uchipo,kufa kwakauya panyama, tinozoda kuratidzana rudo kana hama yava chiuru⚰️☠️, tikatenga 💐maruva, nemagumbezi tafidha majuru🐜, tikatenga d***o tashongedza sango(forest) hazvina chigura. Kutenga grocery panhamo tisina kurapisa munhu tiri vana vechikara, kupa speech panhamo yemunhu watakawenga wataisataura naye its satanism. Rudo ngaruite rwechokwadi, kwete kuita rwekunyengedzera. Ngatidananei tiri vapenyu chitunha ⚰️☠️hachiitirwe rudo, hachizivi, seri kweguva hakuna munamato🙏🏼. Tiitei Rudo, Rudo ndiye Mwari.🗡️📖Muparidzi 9:5.🎤🎸🎼🎧

29/11/2020

Galatians | Vagaratia

Shona
1:10 Nokuti zvino ndinoita vushamwari navanhu here, kana naMwari? Kana ndinotsvaka kufadza vanhu here? Kana ndaifadza vanhu nazvino, handizaiva muranda waKristu.

📖Hatishumire kufadza vanhu asi Baba

26/11/2020

John | Johani
17:17 Sanctify them by the truth; your word is truth.
17:17 Muvaite vatsvene muzvokwadi; shoko renyu izvokwadi.
🗡️📖
Chokwadi ndiro Shoko raMwari pamusoro paJesu.Magwaro ose anofanira kuparidza Jesu not pfuma💵,marriage or zvido zvemoyo wako. The truth will set you free.Chokwadi ndiye Jesu ,the truth is Jesus not what people claim in their synagogues, not kuudzwa Zita or I'd number or your problems

12/11/2020

When you refuse to know God eg reading the Bible and repent for free you will end up paying USD$300 for one one with the prophet, buying anointing oil for USD$20 and being fooled to buy a brick🧱for USD$10 in a bid that you will build your own house. Hosea 4 vs6

27/10/2020

Nyaya iyi inotapira fani. Murume aidzika Jeriko achibva Jerusarema stand for us ( both Israelites and gentles) who where wounded by law. For law kept us under bo***ge, pointing out our sins daily.The Israelites paid sacrifices and tithes regularly as ransom for the inequalities and a sign of submission respectively. It was a thorn in their flesh, they did it with a groaning spirit(it was by order not out of heart)....these are the wounds/maronda.......The Priest where leaders of law who burnt sacrifices regularly and enter into sanctuary to burn incense. With these practices the Priest failed to asher the people to everlasting life that is why he didn't assist but passed by on the other side....The stripped wounded man was naked....naked meaning a sinner / without clothes meaning without a healing word of life despite being under the law on daily basis.

The Levite stood for the law givers who took sacrifices and teach law which kept Israelites under its bo***ge. The law( Levite) passed by on the other side meaning the presents of law and its observance failed to make people acceptable by God...........Lastly the Good Samaritan came who represent a foreigner (Jesus from the heaven), he was the least expected among the teachers of the law to serve lives. The Samaritan being Jesus came at the eleventh hour before the death of a wounded man( the Israelites and gentles) and redeemed us. The Samaritan had grace( compassion) on him. He/ Jesus bound up our wounds with the Holy Spirit and word. The set us on his beast ( the spirit ) and brought him to the inn(house of the Lord) and took care of him( be in care of the shepards/ vafudzi vemweya). When he departed( went to heaven), he took two pence ( faith and grace)......Ndiko tsumo yacho kunova kuponeswa kubva kumurairo kwatakaitwa neropa rake pachipiyaniso .Hebrews 7 ,8, 9, 10 inotsinhira parabho iyi zvakare. Murairo wakatadza kutisesekedza kuupenyu husingaperi asi iye Jesu ( The Samaritan) redeemed us.He paid himself as

27/10/2020

Luke | Ruka

English
10:25 And, behold, a certain lawyer stood up, and tempted him, saying, Master, what shall I do to inherit eternal life?

English
10:26 He said unto him, What is written in the law? how readest thou?

English
10:27 And he answering said, Thou shalt love the Lord thy God with all thy heart, and with all thy soul, and with all thy strength, and with all thy mind; and thy neighbour as thyself.

English
10:28 And he said unto him, Thou hast answered right: this do, and thou shalt live.

English
10:29 But he, willing to justify himself, said unto Jesus, And who is my neighbour?

English
10:30 And Jesus answering said, A certain man went down from Jerusalem to Jericho, and fell among thieves, which stripped him of his raiment, and wounded him, and departed, leaving him half dead.

English
10:31 And by chance there came down a certain priest that way: and when he saw him, he passed by on the other side.

English
10:32 And likewise a Levite, when he was at the place, came and looked on him, and passed by on the other side.

English
10:33 But a certain Samaritan, as he journeyed, came where he was: and when he saw him, he had compassion on him,

English
10:34 And went to him, and bound up his wounds, pouring in oil and wine, and set him on his own beast, and brought him to an inn, and took care of him.

English
10:35 And on the morrow when he departed, he took out two pence, and gave them to the host, and said unto him, Take care of him; and whatsoever thou spendest more, when I come again, I will repay thee.

English
10:36 Which now of these three, thinkest thou, was neighbour unto him that fell among the thieves?

English
10:37 And he said, He that shewed mercy on him. Then said Jesus unto him, Go, and do thou likewise.

06/10/2020

Matthew | Mateo

Shona
5:43 Makanzwa kuti zvakanzi, ude wokwako uvenge muvengi wako.

Shona
5:44 Asi ini ndinoti kwamuri, idai vavengi venyu, ropafadzai vanokutukai. Itirai zvakanaka vanokuvengai. Munyengeterere vanokuitirai zvakaipa vachikutambudzai.

Shona
5:45 Kuti muve vanakomana vaBaba venyu vari kudenga; nokuti vanobudisira vakaipa navakanaka zuva ravo, nemvura vanoinisira vakarurama navasakarurama.

Shona
5:46 Nokuti kana muchida vanokudai munomubairo weiko?

Shona
5:47 Kana muchikwazisa hama dzenyu bedzi, munopfuvura vamwe neiko? Ko navateresi havaiti saizvozvovo here?

Shona
5:48 Naizvozvo muve vakakwana saBaba venyu vari kudenga vakakwana.

06/10/2020

Today's devotion
*Separate yourself from distractors.*

Bsp Goredema
Genesis:13.11 Then Lot chose for himself all the Jordan Valley and [he] traveled east. So they separated.12 Abram dwelt in the land of Canaan, and Lot dwelt in the cities of the [Jordan] Valley and moved his tent as far as S***m and dwelt there.14The Lord said to Abram after Lot had left him, Lift up now your eyes and look from the place where you are, northward and southward and eastward and westward;

*There are friends you have been hanging around with this year. They followed you everywhere and you remain in one position. You have to separate your self from close friends who have not brought anything good to your Life and have made God to be silent. Friends who close God from contacting you.*

What God has promised you can be affected by the wrong company you keep There are people who when they surround you there is no progress. Friendship is not by force but its by choice. Choose who to walk with so God can take you to the promised land. The year is coming to an end choose to walk with those who are going the same direction. Abraham had to let Lot go. Now let your Lot go in Jesus Christ Holy Name.

*Father in Jesus Christ Holy Name help me to Let go every Lot who is blocking my prosperity, I want to take this journey with no extra buggage.*

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Jesus Christ Followers' Group-Honde Valley posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Jesus Christ Followers' Group-Honde Valley:

Share