Bishop O Harukanganwi

Bishop O Harukanganwi Called to Call Others

19/05/2026

Matthew 11:12 And from the days of John the Baptist until now the kingdom of heaven suffereth violence, and the violent take it by force.

Kingdom suffers because of people who keep quite, vanhu vanotarira vorega zvinhu zvichiitika. Pakasungwa James, Church yakanyarara kusvika agurwa musoro, the kingdom suffered violence.

But when Peter was imprisoned, the church became violent, and Peter was released. Nguva yakawana yokuti tisarega zvinhu zvichienderera mberi, let's stand and stop the agenda of the devil.

Its high time we stand up and speak against the will of demons. Victory is certain.
without ceasing

17/05/2026

The God of Elijah

Kukura hakutani
14/05/2026

Kukura hakutani

14/05/2026

Acts 12:11 And when Peter was come to himself, he said, Now I know of a surety, that the Lord hath sent his angel, and hath delivered me out of the hand of Herod, and from all the expectation of the people of the Jews.

Peter abuda mutirongo akazoziva kuti Jehova vakatuma mutumwa wavo kumurwira kuruoko rwaHerod huye kumifungo yavaJudah. Saka Peter chaanoona kusungwa, chains, soldiers and the jail. Zvokuti akasanzwisisa anovenga vamusunga but there is Herod and the Jews behind.

Whatever you are going thru, gona kuziva chazvikonzeresa. Zvinhu zvatiri mazviri is a result yemaoko avanhu nemifungo yavo yakaipa. Thats why Paul aakutidzidzisa kunamata anoti prayer chombo chinokoromora mifungo yavanhu iri against us.

Muvengi kana muroi akafunga kuti urware it will manifest upon your life. That's why David akanetsana naMwari paakafunga kuverenga mauto, nokuti mifungo inobva either kuna Mwari or Satan.

Mangwanani ano ngatimborwe nezvakauya neruoko rwaHerod huye nemifungo yavanhu. Chakapinza Peter mutirongo ruoko rwemunhu huye pfungwa dzavanhu. Unogona urikuchemq, k***ara, kushaya basa, kusasimuka, kusabata mwana nokuda kwamaoko avanhu vakaronga huye vakagarq pasi vakakufungira zvakaipa.

Mangwanani ano ruoko runwe narumwe rwakasimukira k***a newe ruparadze. Huye pfungwa dzakarongera zvakaipa dziparadze. May you escape kubva kumajere akunzwa nouyipi hwavanhu.
without ceasing.

13/05/2026

Acts 16:27 And the keeper of the prison awaking out of his sleep, and seeing the prison doors open, he drew out his sword, and would have killed himself, supposing that the prisoners had been fled. 16:28 But Paul cried with a loud voice, saying, Do thyself no harm: for we are all here. 16:30 And brought them out, and said, Sirs, what must I do to be saved? 16:31 And they said, Believe on the Lord Jesus Christ, and thou shalt be saved, and thy house. 16:32 And they spake unto him the word of the Lord, and to all that were in his house. 16:33 And he took them the same hour of the night, and washed their stripes; and was baptized, he and all his, straightway.

Paul and Silas vari mujere, vakatanga kurumbidza Mwari, kusvika Jere ratsemurwa foundation . Varindi vetirongo vachiona kusunungurwa kwaPauro naSilas vakada kuzviuraya Paul akasheedzera kuti vasadaro.

Vakabvunza kuti toita sei kuti tiponeswe. Vadikani vazhinji tiri muma situations arikutiremera. Munamato wedu ndewekuti Mwari ndirwirei kusitution iyi, but may you use my situation as a platform yekuti vamwe vanhu vaponeswe.

Kudzikunirwa kwevakomana ava kwakaita kuti varindi vetirongo vatendeuke. Kune vanhu vanofanirwa kutenda kuna Jesu Christu vaona kubata kwaMwari kuupenyu hwako. Haungaiti makore ese aya uri musituation, painopera poshaya anoponeswa.

Munamato wedu nhasi ndewekuti Mwari pindirai musituation yangu ipere zvinemutsindo, huye ngaive evangelism crusade kuupenyu hwemumwe munhu.

12/05/2026

1 Kings 1:16 And Bath–sheba bowed, and did obeisance unto the king. And the king said, What wouldest thou? 1:17 And she said unto him, My lord, thou swarest by the Lord thy God unto thine handmaid, saying, Assuredly Solomon thy son shall reign after me, and he shall sit upon my throne.

David achine simba akavimbisa Bathsheba kuti mwana wako Solomon ndiye achagara pachigaro after iye. But David akwegura anga aakutosvika pakuda kufa Solomon asina kupakagara. It is very possible kuti zvatakavimbiswa togona kutosvika pakufa tisina kuzviwana kana tikasaziva proper actions to take.

Kune vakatofa vaine hope huru asi havana kudzibata. Promise was made to Bathsheba for Solomon, that's why Nathan never bothered Solomon.

Mwari anogona kukuvimbisa kukurisira vana vako, iwe ndiwe wakavimbiswa itopfugama unamatire mwana wacho. Iye anogona kusatonzwisisa becoz haasiye akavimbiswa.

It is very important to always remind the Lord about His promises upon your life in prayer. When Bathsheba reminded David, Solomon akabva agadzwa same day. It is my prayer that as you remind the Lord today about His promises to you imbowanawo answer yako nhasi. Imboitirwawo nhasi, vhiki ino or mwedzi uno kana gore rino.

Pakaridzwa hwamanda kuti Solomon ave mambo. May God do a miracle isingavanziki munzweve huye mumeso avanhu upon your life.
without ceasing

22/04/2026

1 Thessalonians 5:6 Therefore let us not sleep, as do others; but let us watch and be sober. 5:17 Pray without ceasing.

Kuzorora hakuna kuipa asi kuzorarisa, kana hope zhinji dzinosvika pakutadzisa munhu kumuka achinamata, hadzikurudzirwi. Hanzi tisarare asi timuke tirinde seuyo anorindira mbavha. Kwete mbavha chete asi kurindira kugadzirira Kudzoka Kwake.

Praying without ceasing is defying barriers that does not allow us to pray. Hurwere, hope, matambudziko, worry, anxiety, kushaya, kuwana, kutya, kusanzwisisa, kunonoka kwemhinduro izvi ndizvo zvimwe zvezvinhu zvinogona kumisa munhu kunamata, asi Apsotle Paul vati namatai musingamiri chero zvadii.

Mwari ngavakupe simba mudikani in whatever situation. Jesus prayed to the last breath, on His point of death He committed His spirit in tha hands of God. Commit yourself to God in whatever situation.

God hears, He remembers, He is so near to the broken hearted. May God build up your life again.
without ceasing

Judges 6:25 And it came to pass the same night, that the Lord said unto him, Take thy father’s young bullock, even the s...
21/04/2026

Judges 6:25 And it came to pass the same night, that the Lord said unto him, Take thy father’s young bullock, even the second bullock of seven years old, and throw down the altar of Baal that thy father hath, and cut down the grove that is by it:

Israel was oppressed for seven years by the Midianites, and the Lord gave Gideon power to lead the Israelites against the Mideanites.

But before he went to war the Lord instructed him to destroy his father's alter. But my issue is on the time he destroyed the alter. The Lord instructed him to do it at night.

Vadikani husiku inguva yehondo. Kune dzimwe nyaya dzokuti mukazoda ku dealer nadzo kwaidza hazvibudi. Zvakaitwa husiku zvinoparadzwawo husiku.

Samson akadzura magedhe ava Firistia husiku ndava ivo vange vakamuvandira husiku. Kune nyaya dzinotoda prayer husiku kana tichifanirwa kukunda.

Give yourself atleast an hour every night between 0000hrs and 0500hrs, let it be an hour of warfare. Ngavazoswera vomuka iwe waparadza zvavakaita muupenyu hwako.

without ceasing

19/04/2026

Revelation 22:12 And, behold, I come quickly; and my reward is with me, to give every man according as his work shall be. 22:13 I am Alpha and Omega, the beginning and the end, the first and the last.

Watinonamata anokurumidza kuuya huye achauya akabata mubairo uri maringe nomubatire watakaite, zvino nhasi tapiwa mumwe mukana wokushandira mubairo, ngatiite nhange mutange tiinde kundomushimra nemhuri dzedu.

14/04/2026

Matthew 19:21 Jesus said unto him, If thou wilt be perfect, go and sell that thou hast, and give to the poor, and thou shalt have treasure in heaven: and come and follow me. 19:22 But when the young man heard that saying, he went away sorrowful: for he had great possessions. 19:23 Then said Jesus unto his disciples, Verily I say unto you, That a rich man shall hardly enter into the kingdom of heaven. 19:24 And again I say unto you, It is easier for a camel to go through the eye of a needle, than for a rich man to enter into the kingdom of God.

Jaya raiva neshungu kwazvo rekuva neupfumi panyika huye kuzowana hupenyu husingaperi kudenga. Ndobva abvunza Jesu kuti ndingaite sei kuti ndiwane humambo hwekudenga?

Jesu akamuti tevera mirairo yawakarairwa anoti iyi ndakaitevera kubva kare, akati what else should I do?.

Jesus said sell all what you have and give to the poor and come and follow me. Mukomana ndobva ati kumwe kwese taiwirirana but kana maakubata fuma yangu zvirinane kunamata kwacho ndirege.

Kureva kuti vanhu vanoda kunamata asi kuzoti vateerere kuda kwaMwari pafuma yavo havadi. Mweya wemazuva okupedzisira wekuunganidza fuma isingashandiri Jehova, urikubata vazhinji huye mweya wemaramba denga.

Jesu anobva ati zvichava zvakaoma kuti vafumi vapinde denga. Jesu aisarambidza vanhu kufuma, asi airamba hufumi husingabati basa mukingdom yake, nokuti bible rinoti pane fuma yomunhu ndipo pane moyo wake. Kureva kuti kupa fuma kupa moyo.

Ngatikumbire nyasha vadikani hama dzokuva nezvakawanda asizve tikumbire kuti kana akazvikumbira tisarambe nazvo. Nyasha dzokushamdira humambo nepfuma yedu kuti tigozowana zororo remweya yedu.

Mukomana aifanirwa kutanga akumbira moyo unobatira Mwari asati akumbira fuma zhinji.Ngatikumbire moyo unoda kushandira Mwari kunyange muhuzhinji hwefuma yaanotipa.

without ceasing

‭Luke 14:12-14 NIV‬[12] Then Jesus said to his host, “When you give a luncheon or dinner, do not invite your friends, yo...
02/04/2026

‭Luke 14:12-14 NIV‬
[12] Then Jesus said to his host, “When you give a luncheon or dinner, do not invite your friends, your brothers or sisters, your relatives, or your rich neighbors; if you do, they may invite you back and so you will be repaid. [13] But when you give a banquet, invite the poor, the crippled, the lame, the blind, [14] and you will be blessed. Although they cannot repay you, you will be repaid at the resurrection of the righteous.”

Jesu ivo mbune Muridzi wedenge nepasi varikutiratidza template rezvinodiwa pakunamata. Kazhinji munhu akaita chinhu anoda kuinviter vanhu ve level rake kuti zvinhu zviite mutinhimira.

Asi pano Jesu varikuti unowana mugove wekuti vachakukokawo zvobva zvapera zvakadaro. Asi ukadeedza varombo, mapofu nevaremara hanzi ucharopafadzwa munguva ino, huye uchapiwa mugove parumuko rwavatsvene.

Vadikani ngatinamatire moyo unorangarirawo varombo neavo vakaremara. Nguva zhinji vamwe tinovaona mumigwagwa vachikumbira asi tinovhara mawindow emota dzedu kana kuvati hatina. A dollar will go a long way vadikani.

Ipapa pa easter tiri kunofara navanaani. Easter kuoemberera basa rakabatwa naJesu, iye arikuti mufariro wandinoda kuti murangarirewo varombo.

Vadikani ngatikumbire nyasha nomoyo neziso rinoona vasinawo pakati pedu, kuti tigowana mubairo parumuko.
without ceasing

Address

Madokero Estates
Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Bishop O Harukanganwi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share