26/05/2026
Musiwa 18 June kusvika 28 June 2026 tichave nemusangano, uyo watinokukokai kuzowana nguva yokunzwa kubwinya nokureva kwaMwari pakati pedu. Tinorarama neiko, nechingwa here, kana zvokudya kwete. Hatirarame neizvozvo bedzi asi nemashoko ose anobuda mumukanwa waMwari. contact: +263 78 356 5181