African Apostolic Church

African Apostolic Church BASA RAKAFANIRA KUITWA KUPARIDZA KUKOSHA KWEZITA RAJESO NOKUSHAMISA KOKUPONISA KWAKE. Tendeukai!!

Zvanzi muna Mako, Endai kunyika dzose muparidzire zvisikwa zvose evhangeri, unotenda akabhabhatidzwa uchaponeswa asi usingatendi uchatongwa. Pauro Mwazha ari muchizaruro akanzi mwana unoda pfuma here akati kwete ndinoda church. Zvino ndiyo church yacho vana vababa vangu yakataurwa naMwari pachake achiti The AFRICAN APOSTOLIC CHURCH, VAAPOSTORA VEAFRICA. Zvino vanezvinovanetsa tsvakai vanhu veThe African Apostolic Church vari pedyo nemi vakubetserei muzita raJesu.

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when African Apostolic Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to African Apostolic Church:

Shortcuts

Share