31/12/2025
Tichitenda Nyasha dzakakatitakura kubva gore richitanga, kusvika nhasi rapera. Handei gore rinotevera tiine rudo namarudzi ose, ruvengo nazvose zvakaipa ngatisiyei. Changosara panyika kutsvaka Mwari, rudo nekuitira vamwe Zvakanaka, zvizhinji hazvina nhaka kuna Mwari.
ROMANS 12 Vs 16& 18
16 Ivai nomoyo mumwe pakati penyu. Musatsvaka zvinorumbidzwa, asi mufambidzane navanozvininipisa. Musati pamoyo yenyu makachenjera.
18 Kana zvichibvira, pamunogona napo, ivai norugare navanhu vose.