United African Apostolic Faith Independent Church Of Africa

United African Apostolic Faith Independent Church Of Africa Is a church preaching the word of God to the world. Let's repent. Days are gone by. Jesus Christ is coming soon. Repent my brethren.

Mashaka Headquarters in Chief Nyamweda, Mhondoro

12/09/2022

Hama munashe makadii? Mutambo wedu wematumba ukutanga musi wa15 October kuMhondoro kwaMashaka. Zivisai vamwe vose. Handei kubasa raIshe wedu

08/06/2022

Bhuku iyi yomurayiro haifaniri kubva pamuromo wako, asi unofanira kuirangarira masikati nousiku, kuti uchenjere kuita zvose zvakanyorwamo, nokuti nokudaro uchazviwanira mufaro panzira yako nokubata nokuchenjera.

JOSHUA 1:8

Makadii vana vehumambo

*1 Corinthians 15:58 ~ Stand firm* Saka, hama dzangu dzinodikanwa, mirai makasimba, murege kuzununguswa, mubatire Ishe z...
18/05/2022

*1 Corinthians 15:58 ~ Stand firm*

Saka, hama dzangu dzinodikanwa, mirai makasimba, murege kuzununguswa, mubatire Ishe zvikuru nguva dzose muchiziva kuti kubata kwenyu hakungavi pasina munaShe.
(Shona)

Therefore, my dear brothers, stand firm. Let nothing move you. Always give yourselves fully to the work of the Lord, because you know that your labor in the Lord is not in vain.
(English)

Paul mentioned in verse 57 that God gives victory not only over the guilt of sin but also over the power of sin.

Christians can be stable in faith because of the resurrection. We can be confident in what we know about the resurrection. “Steadfast” refers to being seated and thus settled; it is a fixed purpose of heart against error.

The resurrection motivates believers to do the work of the Lord. We need to distinguish between the work “of” the Lord and work “for” the Lord. The work “of” the Lord is the work God gives us to do. Work that does not conform to His will is not His work. People may have sincere motives but not be doing His work.

Hold fast the pattern of sound words which you have heard from the Lord, in faith and love which are in Christ Jesus.

Be blessed always.

05/03/2022

Mwari vakanaka nguva dzose.
Ngativatende

17/02/2022

28 Vuyai kwandiri imi mose makaneta makaremerwa. Ini ndichakuzorodzai.
29 Muise joko rangu pamusoro penyu, mudzidze kwandiri nokuti ndiri munyoro. Ndinomoyo unozvininipisa kuti muwane zororo pamweya yenyu.

'MATEO 11:28-29'

mangwanani akanakisa hama dzangu
tisangoti ini zvandiremera ndakundikana ukaita dambudziko homhanya naro kuvanhu uchisiya kuudza muridzi wezvese .......
Hatizivei wekutanga kuudza zvinorema muhupenyu hwedu kunaJesu anotakura mitoro yedu yese ; zvese zvinotiremera anotakura ...........
Muswere munyasha

13/02/2022

John 11v40
Then Jesus said , 21 "Did l not tell you that if you believed , you would see the glory of God ?"
Andina here kukuudza kuti kana uchitenda uchaona kubwinya kwaMwari ?

Vanotenda chete ndivo vanoona minana yaMwari !!!

Tine urombo nekushaikirwa nagogo Muranda. Vakaradzikwa kuMhondoro kwaMutongwizo. Sekereke tinoti Ngavazorore murugare.Va...
28/08/2021

Tine urombo nekushaikirwa nagogo Muranda. Vakaradzikwa kuMhondoro kwaMutongwizo.
Sekereke tinoti Ngavazorore murugare.
Vakarwa k***a kukuru

Nguva yekuonekana negamba
20/06/2021

Nguva yekuonekana negamba



   Burial on Saturday 19 June 2021
18/06/2021





Burial on Saturday 19 June 2021

10 Pakupedzisira hama dzangu,ivai nesimba munaShe, nomusimba rake guru. 11 Shongai nhumbi dzose dzok***a nadzo dzaMwari,...
15/06/2021

10 Pakupedzisira hama dzangu,ivai nesimba munaShe, nomusimba rake guru.
11 Shongai nhumbi dzose dzok***a nadzo dzaMwari, mugone kumira muchirwa namano aDhiabhorosi.
12 Nokuti hatirwi nenyama neropa, asi navabati, navanesimba, namadzishe enyika erima rino, nemweya yakaipa yedenga.
13 Saka torai nhumbi dzose dzok***a nadzo dzaMwari, kuti mugone kudzivisa pazuva rakaipa, nokuramba mumire mapedza zvose.
14 Naizvozvo mirai makasunga zvivuno zvenyu nezvokwadi, makapfeka chidzitiro chechifuva chokururama,
15 makasunga patsoka dzenyu kugadzirwa kweEvhangeri yorugare;
16 pamusoro paizvozvi makatora nhovo huru yokutenda, yamungagona kudzima nayo miseve yose yomoto yowakaipa.
17 Torai ngowani yoruponeso, nomunondo woMweya, iro Shoko raMwari;
18 munyengetere nguva dzose nokunyengetera kwose nokukumbira muMweya, muchirinda pazvinhu izvi nokutsunga kwose nokukumbirira vatsvene vose.

'VAEFESO 6:10-11-12-13-14-15-16-17-18'

30/04/2021

Pastor Zona

Matt 9v35 - 38
Zvino Jesu wakapota namaguta ose nemisha , achidzidzisa mumasinagoge avo , achiparidza Evangeri yovushe ; nokuporesa k***ara kwose novukosha bgose.
36 ASI wakati achivona vanhu vazhinji , akavanzwira tsitsi , nokuti vakanga vaneta , varashwa , samakwai asinomufudzi . 37 Zvino akati kuvadzidzi vake : *Zvirokwazvo kucheka kukuru , asi vabati vashoma . 38 Naizvozvo kumbirai kunaShe wokucheka Kuti abudise vabati pakucheka kwake .*

Vadikanwi Dai tiine mwoyo wakafanana newaJesu , ataiwana nguva yokuzorora nemamiriro akaita nyika yanhasi .
Vamwe vanoseka kana kusema vanhu *varikushandiswa* naSatani . Munhu kana akasungwa mbira dzakondo nemweya yakaipa ahagone kuzvisuningura wega , nekuti akarwiswa akakurirwa kare .
Jesu waifamba achirwira hupenyu hwevakadaro .
Basa rekupfuurira mberi nekuparidza Evangeri yehushe hwaMwari richigere kubatwa . Basa iguru , asi vaparidzi vashoma .
Basa iri rinoda kuzvipira kwako iwe munhu pachako . Apana kutaurwa zve gender .
Ngatikumbirei simba kunaShe tipinde mumunda wake in full force .

Address

No. 9150 Budiriro 5B
Harare

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when United African Apostolic Faith Independent Church Of Africa posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share