Kunamata mwari nenzira yechipositori

Kunamata mwari nenzira yechipositori change people`s lives for the better through the word & good deeds

christian values and how christians can influence the community they live through practising the word of Jesus christ in their daily lives

07/06/2023
07/01/2023

Ndakanga ndiri mumweya nezuva Rashe

31/08/2021

Makadii pano mapositori ashe ,rakadii basa Ra Mwari wedu .Hama ngatiregei kuri siya richitonhora .Ngatimu shumirei misi yose.

Zuva rimwe nerimwe ngationei kuti tapinda mumunda washe. Upenyu huno guma ,nyama inochembera ,mazuva oupenyu anopera .Zvino kana kuguma kweupenyu kwakushanyira mupositori ,uchano svika Kuna tenzi wedu Jesu Kristu wakabateiko ?.

Nyika izere nekunyengera vana baba nana mai asi ngatirinde kuti tirege kutorerwa chipiwa chedu nemuchinda wenyika ino .

Ngoni dzaishe wedu Jesu Kristu dzitipe Simba tirege kuvarairwa nekuti tiri pabasa ,uye tishingaire kusvika pa kuguma ,kuti nekukwana kwenguva tigo piwa mibairo wataka chengeterwa nashe kubva pakuvamba kwe nyika .

Muzita nemuropa rashe na tenzi wedu Jesu Kristu . Amend

05/10/2020

Tine hurombo hama vadikwanwi nerufu rwababa vababa Darlington Darlington Marumbe

25/03/2020

According to rev6v7 covid is the one of the plaque so brace the time of the coming of son of man is around the corner

15/02/2020

Address

Harare

Opening Hours

Monday 07:30 - 16:30
Tuesday 07:30 - 16:30
Wednesday 07:30 - 16:30
Thursday 07:30 - 16:30
Friday 07:30 - 16:30

Telephone

+263713464661

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kunamata mwari nenzira yechipositori posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share