29/03/2020
Part 1
*29/03/2020*
*Preacher:President A Madawo AFM*
*Scriptures Isaya 45vs 22,Matthew 14vs22-32* *Theme:Tarira kuna Jesu urarame*
Vanhu vanotarira kuvanhu kuti urarame.Takambotarisa kuma West ...l ook east.Asi shoko ririkuti tarira kuna Jesu Ndiye mhinduro .Kune kumwe kwatakambotarisa tikava disappointed asi hakuna akatarisa kuna Jesu akava disappointed. Jesu Haasarudzi vanhu.when you focu s on Him zvinoita Ps121.Nguva ino hayisi yekutarisa kuvanhu .Ukatarisa paSocial media zvimwe ndezvekuvhundutsa.Rega kuvhundutswa nemamiriro akaita nyika .Tarira kuna Jesu urarame.Jesu ayifamba nemapoka maviri vadzidzi nemhomho..vanhu vayivinga zvakasiyana.Vadzidzi vayigara patsoka dzaJesu wachidzidza shoko raJesu varasa zvose muhupenyu.Asi mhomho agenda yaiva yakasiyana nevadzidzi yaida kuponeswa ,minana etc.Iwe zvunotevera Jesu Agenda yako ndeyei uri mudzidzi here or mhomho.Tayita prob nevaparidzi varikuparidzira vanhu zvemaMaterial things eg kuda kuroorwa ,kuda kusimudzirwa kubasa.mhomho hayinei nekuponeswa or hutsvene...tikatarisa mhomho yakati Jesu ngaaroverwe .Mhomho endayi kumba.Pakunamata pane nguva yeSeparation.Pane nguva inounzwa masituation ekuSeparater even this virus irikuita separate vanoziva Mwari nevasingazivi Mwari.Ukaona maSituation auya anorwadza inguva yeSeparation yekuenda mhiri.Jesu Akaenda kugomo Akanyengetera ..zvinoshamisa kuti paunotanga rwendo rwehupenyu hakuna mhepo inokumukira but pawakuda kuita zvinobatika ndipo panomuka mhepo.Pawakusvika paDestiny ndopanosimuka mhepo.Ukaona mhepo yakusimuka muMarriage,mhuri etc wave pedyo nekuno hwina .Dzimwe mhepo dzinobva kuchurch,mhuri etc hazvina basa kwabva mhepo tarisa kuna Jesu.Nzou hayipi attention kuimbwa dzinohukura.Don't pay attention kumhepo dzinorwa newe focus on Jesus.Mvura yayirova gungwa iri challenge irikuda kunyudza vadzidzi asi Jesu arikuuya Achifamba nepamvura iyi.Your challenge is Jesus red carpet..Corona virus ired carpet yaJesu yaari kuuya nemhinduro Anoziva Zvaakatirongera semhuri.......