Zviratidzo Zvevapositori Church Harare Youth

Zviratidzo Zvevapositori Church Harare Youth Go into the world and proclaim the gospel into the world Mark 16 vs 15

26/08/2026
26/08/2026

......

17/08/2026

Tenda umirire nguva..... This will be song on the year....

Misangano Ma conferencePese panoitwa misangano panotemerwa yekubvisa kuti musangano ugone kuitika. Zvikwanisiro zvinokwa...
07/08/2026

Misangano
Ma conference

Pese panoitwa misangano panotemerwa yekubvisa kuti musangano ugone kuitika.
Zvikwanisiro zvinokwana nekuti ma members anenge abvisa mari kana ma pledge.

Kana munhu ari kuenda kana kusaenda anofanira kubvisa mari ye musangano.
Vamwe vanobva vati ndinenge ndisipo saka ndinobvisirei.
Kereke inotowana support kubva kuma members ayo.

Ukabvisa usipo uri kuti Handipo hangu asi musangano ngaupfiuirire mberi tiri tese.
Vakuru vekereke vanenge vabatikana ne mabasa vanonamatira rwendo kuri kusumuka vatendi kuti vanhu vasimuka zvakanaka here. That's leadership.
Misangano inosimbiswa ne vatungamiriri kutanga kubvisa mari. Kusimbisa baba naamai ma visionaries.
Umwe anenge ari mutungamiriri otanga kuudza vamwe kuti rwendo rwuno handisi kuenda. Leadership haidaro.
Tese tinokwanisa kubatikana ne ma family commitments asi zvakakosha kusimbisa hutungamiriri.

Vamwe vakaona shamwari dzavo dzisiri kuenda kumusangano Ivo vanoregerawo kuenda kumusangano vachiteedzera.
Misangano inoratidza Kuti muri kereke mhenyu.
Unotora notebook rako, chipo (dzikinuro) yako, bible , ma toiletries, usasiye Colgate ne toothbrush
Enda uine tarisiro yekunodzidza.
Kana uine camera kana phone irinani torawo mifananidzo( pictures)
Kereke mhenyu inoita misangano nhengo dze kereke dzinotsigira musangano.
Misangano mizhinji inoiswa pa church calendar pachine nguva zvakakosha kubvisa mari inodiwako mbichana mbichana kusvika yakakwana.
Usaite mbiri yekuenda kumisangano *mahara* gore negore usingabvise mari

Chekupedzisira musangano unokomborera kutongowana time yakoyekutsikapo unenge watokomborerwa

Uye satani ari pabasa ska ngatigarei tichinamata nekuti miyedzo iriko tisazoti mukana iwo uri miyedzo

Amen

GOMO GOMO GOMO 2026!!!! Vakuru vasvika, Chitima chogadzirira zvino kuenda. 17-30 August 2026. Take a look at our themes this year.

02/07/2026

The best view on sabata......

Its finally 🙌 here .....
11/06/2026

Its finally 🙌 here .....

Address

HIGHFIELD
Harare

Telephone

+263773900100

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zviratidzo Zvevapositori Church Harare Youth posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Zviratidzo Zvevapositori Church Harare Youth:

Shortcuts

Share