Vateveri Vakirisitu Apostolic Faith Church

Vateveri Vakirisitu Apostolic Faith Church We believe in God Huyayi mutore ruponeso pachena

01/04/2026

Rugaree

11/12/2025
Sabbath day observance
01/02/2025

Sabbath day observance

18/01/2025

Hallelujah

Rugare Vana vaMwari tinokuzivisai mose hama neshamwari kuti kuchava neMusangano wevaTungamiri kubva musi wa 7 February 2025 kusvika 9 February 2025 paChomupinyi.

Musangano uyu unopindwa nevamutungamiri vese veku Bulawayo, Gweru, Kwekwe, Harare, Chihvu, Mutare, Bocha, Birchenough Bridge neMutsiyabako vanoti Bishop, Mufundisi, MuEvhangeri, Muporofita Muparidzi, Muroti noMunyori wacho uye Madzimai avo,

Ndatenda kudzai Jehovah

Bishop Muziviri.S (Mr)

18/01/2025

Appeing for school fees donations
Maswera sei vatendi, Mutariri arikutsvakawo rubatsiro rwemari yevana vechikoro, kana pane vasunguka kubatsira, Isa Mari yacho pa foni dzaMushumiri Gowa dzinoti 0776210751. Tatenda kune vachabatsira.

Happy Sabbath
29/12/2024

Happy Sabbath

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Vateveri Vakirisitu Apostolic Faith Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share