Evangelist K. Tashu

Evangelist K. Tashu Spreading the word in this day's age to all Generations , For If there is a man to pray , there is God To Answer �

31/05/2026

Faith
Matthew 8:23 ;John 11:40; Hebrews 11:6

30/05/2026
Help me celebrate my birthday.
29/05/2026

Help me celebrate my birthday.

24/05/2026

FAITH

Mabasa Avapostori 19 (SHO) 11   NaMwari akaita zvishamiso nemavoko aPauro,12   nokudaro micheka nenguvo, zvaibva pamuvir...
24/05/2026

Mabasa Avapostori 19 (SHO)

11 NaMwari akaita zvishamiso nemavoko aPauro,

12 nokudaro micheka nenguvo, zvaibva pamuviri wake, zvaiiswa kuvarwere, hosha dzikabva kwavari, nemweya yakaipa ikabuda.

Mweya mutsvene mweya waMwari unogona kukupa an instruction ine chekuita nemaporero kana kusunungurwa kwevanhu panguva kana mwaka iwoyo but challenge ndeyekuti dzimwe nguva vacho vanofanira kusungurwa vanogona kusazvigamuchira uye vamwe vagara vane nzira dzavo dzemadzikinurirwo avo . Ndokusaka dzimwe nguva kuporeswa kana kudzikinurwa kwevanhu kuchinetsa kuitika.

# Zvinhu zvemweya hupenzi kune vakachenjera.

22/05/2026

Part 7

22/05/2026

Part 6

Address

Nyanga Road Rusape
Harare

Telephone

+263773520637

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Evangelist K. Tashu posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Evangelist K. Tashu:

Share