Bold Generation of Christ

Bold Generation of Christ prayer group for both ladies and man, who are saying chasara panyika ino kunamata,

19/08/2026
19/08/2026

You are invited its this friday handei vana mai nanababa
Youth yanhasi handei

07/07/2026

**Early Morning Prayer**

"Early will I seek You." – Psalm 63:1

Early morning prayers, while there is still silence and peace, are very powerful. This is the best time to have a conversation with your Heavenly Father because there are fewer distractions and your spirit is able to hear from God clearly.

Ungoti, *"Mwari, munoziva pandiri. Munoziva hondo dzangu dzese. Simukai saMwari uye saBaba muhupenyu hwangu."* David akati, *"Bring justice between me and my adversaries"* (Psalm 43:1). Vanhu havagoni kugara vachitipa justice yakakwana nokuti vane huori, asi Mwari vega ndivo mutongi akarurama anogona kumira nekutonga nyaya dzedu.

Tiudzei Mwari mangwanani ano: *"Lord, I need justice!"* I need justice pamusoro pezvirwere zviri muropa nenyama yangu. I need justice pamusoro pemarwei ari mumuchato wangu. I need justice pamusoro pemweya yehurombe, nyaya yengozi, nyaya yekusaroorwa, nyaya yekuchaya mapoto, uye matambudziko ese ari kunditevera. Baba vangu, ndimirirei, nditongerei nyaya yangu.

Jehovah, simukai mangwanani ano! Zvese zvinomiririra kundidonhedza misodzi, zvese zvakadyarwa newakaipa, zvese zvakaitwa naSatani kuvhiringidza kuda kwenyu nehupenyu hwangu, uye zvese zvakakonzerwa nemadzitateguru angu—ngazviparadzwe nesimba renyu. Simukai saMwari uye mutonge saBaba vangu nehutsvene hwenyu hwose.

**Scripture:**
*"Vindicate me, O God, and plead my cause against an ungodly nation; deliver me from the deceitful and unjust man."* – Psalm 43:1

**Next on the Calendar**
📅 **21–23 August 2026**
📍 **Mutemwa Muhombe Prayer Mountain**
💵 **$22 – Food and Transport Included**

0779339011

**Come expecting God's justice, deliverance, and divine intervention.**

Let go to.mutemwa mountain. Market the dates
05/07/2026

Let go to.mutemwa mountain.
Market the dates

30/04/2026

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Bold Generation of Christ posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Bold Generation of Christ:

Shortcuts

Share