18/12/2023
*MUNAMATO WEMUNYU- SALT*
Kana wapedza kugeza tora chanza(handful) chemunyu wemagodo(course salt) wogeza.
Munyu unobatsira kurwisa mhepo dzinokurwisa.
Usageze wakanyarara taura mashoko, taura nechisimba.(Job 22:28)
Ita izvi wakuda kunorara.Kana warota nyora pasi zviroto zvako.
Munyu hausi wemapotsori chete.
Mambo Abhumereki vakashandisa munyu kurapa nekuchenesa nyika..
Muporofita Erisha vakashandisa munyu kurapa mvura yaivava.
Izirairi haina kumbobvira yakundwa mumupata wemunyu.
Ndinoziva kuti une mubvunzo yakawanda,Kuti Apostle vatanga saka ndoita seyi
Isaya 5:13.
Hosea 4:6
2 Vakorinte 2:11..
Usabatwe nekusaziva.
Chinhu chakaipa ndechekuti maKristu ndivo vanopedzesera kuzarurirwa.Hausi kuzowira pasi muupenyu.
Munyu unoshandiswa panyama zvese nepamweya.
Munyu unorapa.
Usaparara nekushaya zivo.
Tanga kunamata panguva dzepakati peusiku.
Tanga nekukumbira ruregerero.
Zvinyike muropa raJesu Kristu.
*Prayer points*
~Ndinozvinyika muropa raJesu Kristu.
~Ndinozvikomberedza nemoto waJehovha nezita neropa raJesu Kristu.
*Ndozviita kusvikira rinhi?*
Ngaave mararamiro ako.
Unokwanisa kugeza nemunyu wakunogeza kuenda kubasa kana wapedza munamato wako wepakati peusiku.
Muromo wakavharika iramangwana rakavharika.
Upenyu hwunoumbwa nekutenda kwako.Unogona kusazvitenda, kuita nharo kana kurega ndingakudii asi ndakuudza.
: 2 Chronicles 13 : 5
"Do you not know that the Lord God of Israel gave the rule over Israel forever to David abd his sons by a covenant of salt?"
Prayer and explanation on using salt.
Every covenant was sealed by a special meal and salt was present. Salt was used to sesaon the meal offering in the book of Leviticus. It seals the covenant. It symbolized the life and enduring nature of the covenant. Zvinhu zvinoitwa na Mwari kwatiri is eternal, enduring, never changing and abiding forever. Salt hairasikirwe ne taste no matter what. The blood of Jesus Christ will never lose its power. Jesus Christ said we are salt of the earth, which means we affect, we conquer the same way salt does to meat and food. So ndiri kuda tinamate using salt as a seal to what Christ has done for us on the cross.
-kana pane murume akasungwa sikarudzi yake, let me explain utsinye hwamunoitirwa nana Marwei vamunoda ava. Anotora hurume hwako osanganisa ne mushonga waanopiwa ku n'anga osunga pa pant re murume ogarigarisa mumba make. So kuti zvifumuke unotora salt womwaya munogara ma pant ako or munogara magara emurume wake. Iwe murume geza ne mvura ine salt yema godo.
-Kune madzimai ano bleeder, chinoitika ndeche kuti pamunoenderwa ku n'anga paye iyo ine zvainoita then youya usiku kuzorara newe yakapfeka face ye murume wako then wotanga ku bleeder, ivo they use term rekuti "kujuja ropa", meaning ndanyatso mukaurisa. Tora mvura ine salt yema godo wogeza nayo futi.
-Kune vane hama dziri kuita PFARI, munotora salt momuisa mumukanwa, muhapwa nemumoko ake.
-Ndambotaura pamusoro pemushonga unonzi Mushambakwe, imari dzenyu dzinotorwa dzodeketerwa, zvikurusei imi mune varume vasiri kukuchengetai vachifara kunze uko. Marwei mari yaanopiwa iya anoenda bayo yonodeketerwa, then yokwidibirwa ne guyo. So munoshandisa mvura ine salt yema godo sechifumuro, uchiita reverse all these curses.
-Kune vaye vanosemwa, chinoitika ndeche kuti unenge wakashandisirwa mvura ye mushakabvu. Hanty chitunha hachinakidze kutarisa same applies nezvaunenge waitwa, unotanga kusemwa. So unogeza ne mvura ine salt yema godo.
Prayer: mvura ine salt yema godo, a symbol.
Father in the name of Jesus Christ, I come to the throne of grace with my life. Jesu kristu makashandura mvura ikava wine, makandipa simba pamusoro pe nature. Ndiri kunokora salt yema godo iyi ndichiizanganisa ne mvura semucheredzo we ropa ra Jesu kristu uye to seal the covenant of redemption and the offering of Christ on my behalf. Pandiri kusanganisa mvura ne saltiyi, it is no longer an ordinary water. Ndave kugeza muviri wangu ndichibvisa utsinye hwese hwandakaitirwa na Satan achishandisa hama dzangu. Pandiri kuzvidira mumuviri mangu, ndiri kutaura ropa ra Jesu kristu kuti rigeze nyora dzese dzemakore mumuviri mangu, nyora dzekuroya kumusana wangu ngadzigezwe. Ndiri kuzvigeza mumusoro mangu, zvakaitwa mandiri ngazvibve, kumuka ndakagerwa musoro, mvura inonzi ropa ra Jesu kristu ngaiende ipapo pakagerwa ne Zita ra Jesu kristu. Ndiri kuzvigeza kumeso kwangu kuti zvandakazorwa zvose zvinyunguduke, chakabata runako rwangu pedzeranai nacho. Mvura ine salt yema godo ngaishande mumuviri mangu kudzunga mashavi enjuzu, sezvo njuzu ichigara mumvura ini ndaisa salt mumvura yacho kuti dzishaye simba muupenyu hwangu. Ndiri kuzvigeza mazi mweya eurombe ose andaka sundirwa. Kune vanhu vakaona kuti ndinopenya, ndine chiedza vakazvivhara, asi ropa ra Jesu kristu riri kundigeza riri kuzvizarura zvose. Mazamu angu ndiri kumageza, zvinondiyamwa ngazvitange kuyamwa ropa ra Jesu kristu zvidambuke matumbu iwayo. Kuvaviwa nekufambwa fambwa mumuviri mangu, ngazviyeredzwe, let there be a naturalization of their covenant right nowin the name of Jesus Christ. Let this water-salt do wonders, ngazviite kumwirira mumuviri mangu zvonobata pose pakagarwa ne mweya ye tsvina. Ndiri kuzvigeza sikarudzi yangu, chese chinorara neni kundiita mukadzi wacho ngachitange kuridza mhere nekuti handichisiri uta wachaiita zvachinoda. Mundiregererewo Mwari se murume ndakabuda kunze ndikagadzirwa asi pandiri kugeza mvura iyi, mishonga yose yaka shandiswa pandiri se nzira yeutsinye kuti ndisa sangane ne mukadzi wangu ngaibve right now, zvakaitwa hurume hwangu kuti hushaye simba ngazvishaye mukana muupenyu hwangu. Let me function again as a man in the name of Jesus Christ. Ndiri kugeza rightnow Father, n'anga yakandi gadzira so that I started bleeding ngaive yakatukwa pamberi penyu. Pandiri kuzvigeza kudai, ngazvitange kubva nekupera, iwe ropa mira kubuda ne Zita ra Jesu kristu. Ndinofukunyura zvajakwidubirwa ne guyo ne Zita ra Jesu kristu. Kana ndaka shandisirwa mvura ye mushakabvu kuti ndisemwe, ndiri kugeza mvura mhenyu, Jesu kristu makatimuchatipa mvura mhenyu. Right now mweya wekusemwa ngaubve pandiri ne Zita ra Jesu kristu. Ndiri kuzvigeza bvuri ravakaisa pandiri kuti pashaye anondidawo. The covenant of grace says I am loved. Mari dzangu dzakabatwa, ndiri kugeza maoko angu ose, pandiri kuageza, in the spirit ndiri kugeza urombo, urombe nekudikitira pasina. Tsoka dzangu ndadzigeza, ngadzifambire nhau dzakanaka. Zvinotsva ngazvitange kutsva as I am bathing myself right now. This water and salt is a symbol of the blood of Jesus Christ and a long lasting nature of what Christ has done for me. Ndiri kumwaya imwe mvura yacho mumba mangu, hapana muroi anosvika pano. I am covered by the blood of Jesus Christ. Mweya we pfari ngaubude ne Zita ra Jesu kristu, mweya we nyoka chaiwo ngaubude ne Zita ra Jesu kristu. Ndakabata this pure water, it is the blood of Jesus Christ, pandiri kunwa, let me vomit zvandakadyiswa. Ndinorota ndichidya ivhu, mweya we nyoka uyu, as I drink this water which is the blood of Jesus Christ, let me vomit ivhu rese and havi yacho ngaibva yapera ne Zita ra Jesu kristu. Kubva kumusoro kusvika ku tsoka dzangu ndiri kuzvi nyika muropa ra Jesu kristu. In the name of Jesus Christ, Amen.
I hope u will be blessed and delivered.*MUNAMATO WEMUNYU- SALT*

I hope u will be blessed and delivered.