12/06/2026
Fridays we fast i hope munhu wese you are in this
We want to pray for our families remember that we are in second season. Lets pray against Premature death spirits. This is a serious alert ⚠️ 📢 to everyone. As we are praying here the Lord is showing us more death spirits attacks. A lot of pple vachachema. But if we pray denga rinotinzwira nyasha. This is a season of prayer, not yekunzwa nungo. The devil is at work haasi kurara iwe ndiwe ungatorara. This is the season yatonamatisa hatigare pasi hatirare tichinamata because we know the attacks that the second season carry.
Some of us diseases are being inserted, problems are being planted. Zvakawanda zviri kutoitika asi tikanamata denga rinotinzwa.
Mumwe adya azviudza kuti handitedzere but who's going to pray for your family. Lets pray for our children 🔊🔊🔊🔊🔊🔊. Nanatira vana vako uti pacorner handigari 🔊🔊🔊🔊🔊🔊🔊🔊🔊.
Dai waiona how angry is the devil ada kukuona uchitambura uchichema. But every day tiri kuti namata
Psalms 56:1-2 NIV
[1] Be merciful to me, my God, for my enemies are in hot pursuit; all day long they press their attack. [2] My adversaries pursue me all day long; in their pride many are attacking me.
David abva ati vavengi vanoda kukumedza. Iwe kuti vari kuti dakuzviona Kubudirira, kuroorwa kugara mumba. Hanzi havazorore
Psalms 25:1 NIV
[1] In you, Lord my God, I put my trust.
Ndinosimudzira moyo kwamuri 😭😭😭😭😭😭. Ndinovimba nemi Mwari. Ndinotarisa kwamuri kuti mundirwirwe. MOYO WANGU UNE SHUNGU MWARI
Stay blessed in prayer
Evangelist M Musungwe