Kutenda Evangelical Church

Kutenda Evangelical Church Matthew 28:19-20. Go therefore and make disciples of all nations...

Mamuka sei church? Moses ndiye aitungamira hondo yairwiwa panguva iyi. Aiti kana akasimudza maoko ake Moses vaIsrael vai...
13/03/2024

Mamuka sei church? Moses ndiye aitungamira hondo yairwiwa panguva iyi. Aiti kana akasimudza maoko ake Moses vaIsrael vaikunda asi kana aneta akadzikisa maoko mauto avo aitanga kukundwa! Aaron naHuri vakamubata maoko ake uye vakatora matombo kuti atsigire maoko a Moses! Vatungamiri vanotodawo vanovatsigira panguva yekuoma kweupenyu. Hondo yamuka mutungamiri anodzamirwa uye anoneta asi kana church iina Aarona naHuri Hondo inokundika iyi nekuti vanotsigira! Wana mutungamiri waunotsigira panguva ino. Wana waunotumira message Wana waunofonera panguva YAKAITA SE INO. Kana kumhuri kwenyu tsigirirai vabereki kana vatungamiri vemhuri nekuti munhu wenyama anoneta! Variko here vana Aaron naHuri pano? Muswere munyasha

22/07/2023

ABOUT MIDNIGHT

It is On Today. Thank you God.
21/07/2023

It is On Today. Thank you God.

Join Us on Friday the 21st of July 2023 for a life changing ALL NIGHT PRAYER.
18/07/2023

Join Us on Friday the 21st of July 2023 for a life changing ALL NIGHT PRAYER.

Africa Day celebration at church
28/05/2023

Africa Day celebration at church

Youth day
27/05/2023

Youth day

27/05/2023
14/03/2022
Word by pastor Gweshe - 13/02/22 💒
14/03/2022

Word by pastor Gweshe - 13/02/22 💒

Church Service at Kutenda Evangelical Church @ 13/02/22 💒
14/03/2022

Church Service at Kutenda Evangelical Church @ 13/02/22 💒

Address

Stand No 3627 , Warren Park 1
Harare

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kutenda Evangelical Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share