Nharirire Apostolic Church

Nharirire Apostolic Church Ezekiel 33

12/06/2025

Kurindira

Easter Conference Johannesburg
12/06/2025

Easter Conference Johannesburg

17/04/2025

Ezekiel 33

12/03/2022

Hareruya Mupositori wanhasi

Kereke vanhu pasina vanhu hapana kereke.Asi rangarirai shoko rinoti "vanhu mukaramba kumunamata matombo nemiti zvichamun...
04/03/2022

Kereke vanhu pasina vanhu hapana kereke.
Asi rangarirai shoko rinoti "vanhu mukaramba kumunamata matombo nemiti zvichamunata"
Ngatimunamatei Mwari mumweya nemuzvokwadi.

Usauyire kuchech muimbiri kana muparidzi kana muporofita nekuti simba rekuita zvavanoita vakaripihwa naMwari. Asi vinga Mwari nekuti ndiye muridzi wazvose.

Mabvuku Branch Dai HQ yaitorwa nenyaya yevanhuMabvuku yaitoita HQ
02/02/2022

Mabvuku Branch
Dai HQ yaitorwa nenyaya yevanhu
Mabvuku yaitoita HQ

K*k
15/11/2021

K*k

Makadii
15/11/2021

Makadii

Leading by exampleMutungamiriri anenge ari pamberi nguva dzose zvisinei kuti chii chiri kuitwa.Archbishop Mullar Manyika...
02/09/2021

Leading by example
Mutungamiriri anenge ari pamberi nguva dzose zvisinei kuti chii chiri kuitwa.

Archbishop Mullar Manyika vachibetseredza nevamwe kugadzira shade yepa HQ Highfield Branch

Tisakanganwa kutakura mask kna makuenda kumtambo wemweya musi wa20 topedza27 June
15/06/2021

Tisakanganwa kutakura mask kna makuenda kumtambo wemweya musi wa20 topedza27 June

Mabvuku Branch Big SundayGadziriro yemusangano wePasikaPaGREEN GREENPAMUCHINJIKWA IPAPO
13/04/2021

Mabvuku Branch Big Sunday

Gadziriro yemusangano wePasika

PaGREEN GREEN
PAMUCHINJIKWA IPAPO

15/08/2020

Kutenda kusina mabasa kwakafa

Tenda muna Kristu zvichifambidzana nemabasa akarurama. Usava unopomerwa pane zvakaipa.

Send a message to learn more

Address

Jerusalem
Harare

Telephone

+263779702820

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Nharirire Apostolic Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share