25/08/2025
It's hard kuwana munhu aritrusted especially with your child or house zvekuti mabasa mazuvano vanhu vakutya kungoerekana vakupa basa.We have registered a company which will look into this topic and toita some trainings chaidzo kuvanhu vanopinda mabasa mudzimba nemumahome based care uye magrdeners dzisiri mbavha.Umwe unotoda kunamatirwa chaiko kuti ukwanise kugarisika pabasa.Saka we can help you guys kuti muwanewo mabasa uye nemiwo munoda vanhu vemabasa emudzimba mumagardens vanochengeta vakwegura trust us with the responsibility.Kana uchida basa you join the WhatsApp group then we verify you uye tozivana kuti wakamirasei uye unobatsirika here then afterwards you register you get a job..