24/04/2026
The phrase "VANHU VANOZOTI CHIII" is holding a lot of people back...
A lot of people are living in pain or kumanikidzira zvinhu not because vanoda but kutya kuti nyika inozoti kudiii...Takutya vanhu moree than kutya Mwari...Iwewe sedunga munhu itya Mwari not vanhu...
Rarama hupenyu hunofadza Mwari not vanhu my dear friend...