Madzibaba Masango Prophecy

Madzibaba Masango Prophecy Madzibaba we Go Back To Sender
(1)

Victoria Falls nguva yenyu yekusangana namutumwa,huyai mese nematambudziko,zvamunoshuwira vanoda kuziwa zvirikumberi kwe...
02/08/2026

Victoria Falls nguva yenyu yekusangana namutumwa,huyai mese nematambudziko,zvamunoshuwira vanoda kuziwa zvirikumberi kweupenyu hwako huya tisangane.

0776581698-0776581704-0773066354

Mwari ndinongovatenda...
29/07/2026

Mwari ndinongovatenda...

22/07/2026
15/07/2026

kaziwai kaziwai vagari veMasvingo ngatisanganei nemusi veFriday 17, 2026 paBhuka Mushandike.This time tikuda munhu ane dambudziko rake ranetsa,anozvaanodao kuitirwa namwari huya tisangane ipapo.

0776581698-0776581704-0773066354

Ndinoda kutenda Mwari nezuva rakanaka,tanamata zvakana isu Mwari vachingotitungamira.Chiitao zuva raunongotsvagao pekuna...
12/07/2026

Ndinoda kutenda Mwari nezuva rakanaka,tanamata zvakana isu Mwari vachingotitungamira.Chiitao zuva raunongotsvagao pekunamata mutendi vashe,denga richakutungamirira.

ngatisanganei palive timbokurukura kunaka kwamwari

Muhupenyu dzidza kuti munhu wese anosangana nema ups and down,asi chandoda kuti uziwe kune mamwe matambudziko anokonzerw...
10/07/2026

Muhupenyu dzidza kuti munhu wese anosangana nema ups and down,asi chandoda kuti uziwe kune mamwe matambudziko anokonzerwa nemuvengi, anongoda kuti ungeuine ukama naMwari.Shoko ranhasi,imbovanao nguva yekupfugama vakazvininipisa uchinamata kuna Mwari.Amen

Rugare Ac35 mambo str Rugare
Tuesday,thursday,Saturday
0776581698-0776581704-0773066354

Address

Harare
00263

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Madzibaba Masango Prophecy posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Madzibaba Masango Prophecy:

Shortcuts

Share

Category