18/05/2026
GOKWE GOKWE WOYE WARANGARIRWA🎊
Nyasha dzakuwana iwe Gokwe ,
Denga rakunzwa iwe Gokwe , you will never be the same again. Hamadzangu munokokwa paGoredema apo paCrusade , hakudanwe anonzwa ndirikunzwa maungira evanhu varikuuya kunaKristu. Huyai huyai munokokwa Hamadzangu on 5-7 June 2025.
Endai ndizvozvo munoparidzira kumarudzi osee