Bethel Worship Centre with Apostle P. Sibiya

Bethel Worship Centre with Apostle P. Sibiya Prophetic, Healing and Deliverance Centre!

09/01/2025

“Ko, hamuzivi here kuti vasakarurama havagari nhaka youmambo hwaMwari? Musanyengerwa: Nokuti mhombwe kana vanonamata zvifananidzo, kana zvifeve, kana varume vanoita zvoufeve, kana varume vanodanana navamwe varume, kana mbavha, kana vana madyo, kana zvidhakwa, kana vanochera vamwe, kana makororo, havangagari nhaka youmambo hwaMwari. Uye izvozvo ndizvo zvakanga zvakaita vamwe venyu. Asi makashambidzwa, mukaitwa vatsvene, mukaruramisirwa muzita raIshe Jesu Kristu, uye noMweya waMwari.”

1 Vakorinde 6:9-11

Matii apo? Hayi man!

01/01/2025
30/12/2024
Apostle Pride Sibiya personally invites you to 2024 Tiyambuke International Christian Convention at the Chitungwiza Acqu...
19/08/2024

Apostle Pride Sibiya personally invites you to 2024 Tiyambuke International Christian Convention at the Chitungwiza Acquatic Complex, Chitungwiza, Zimbabwe!

Dates: 29-31 August
General Times: 09:00-13:00, 17:30-20:30 C.A.T
Entrance: Free But Bring An Offering

08/05/2024

Apostle Sibiya ndnofara kutevera maposts enyu anondiitira zvakanaka dzidziso nemharidzo yenyu.Hide plz Apostle ndnenyaya inondidya moyo zuva nezuva mumhuri medu hakuna akaroorwa zvakanyatsoti tsvikiti varume kana vakadzi tinoita dzimba dzichiparara so ndnonamata zvangu kuchech dzemweya idzi Apostle ndnenguva yandinotsanya nekunyengetera KT zvimwe tingamisewo musha asi mukutsanya umu ndnorwara zvakaipa nemusoro, ndakazombawo kumaporofita ndononzwa KT mumusha munemweya wengozi yakaparwa nasekuru vanonzi vakarova mai vawo kare Apostle isu tisat tazvarwa zvno tavekutambura nemweya uyu dzimba hadzisi kumira todii nemweya uyu ndizvowo hr zvinotaurwa mubhaibheri ndcharova vana nekuda kwemhosva yamadzibaba ndbatsireiwo Apostle , ndinzwisise ipapo kt tinozvifambisasei semhuri KT zvitifambirewo sevana vevamwe

Bishop's Response: Hello my daughter. You need deliverance from these spirits hapana xvinonetsa ipo paya kana zvikafambiswa zvakanaka! Book for an appointment.

08/05/2024

I am seriously led to remind and warn a soul concerning the story below:

A man prayed for spiritual power and anointing. He bought books on how to work in the supernatural and how to flow in the supernatural, including dry fasting (without food and water) and white fasting (with water), but all to no avail. Then one day, he prayed that God should show him the secret of the barriers to why heaven had refused to use him. It was then God opened his eyes and he saw an angel that came to hand a report card of how God saw him.
Below are the scores:

Gentleness 1%
Love 5%
Anger 95%
Pride 90%
Holiness 1%
Self control 3%
Sexual sins 100%
Evangelism 0.1%
Doubt 80%
Disobedience 95%
Patience 1%
Love for secret praise by people 100%
Negative thoughts 80%
Jealousy 99%
Envy 98%
Gossip & Backbiting 90%
Faith 3%

At the bottom of the card it was written, "SERIOUSLY BELOW STANDARD." What would be your score using the above chart? Would you have been better? The year is running fast. Do an early, personal, inner soul searching today because the kingdom of God is at hand.

Please spread this short message world wide. As the word of God says I must do the work of He that sent me whiles it is still day. Share till the last person receives it.
God richly bless you.

Apostle Pride Sibiya Apostle Pride Sibiya Apostle Pride Sibiya Online

Address

19261 Zengeza 5 Extension
Chitungwiza

Opening Hours

Monday 08:00 - 17:00
Tuesday 08:00 - 17:00
Wednesday 08:00 - 17:00
Thursday 08:00 - 17:00
Friday 08:00 - 17:00
Saturday 08:00 - 13:00

Telephone

+263775389488

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Bethel Worship Centre with Apostle P. Sibiya posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Bethel Worship Centre with Apostle P. Sibiya:

Share