04/05/2026
🟧🟨🟫BACK TO SCHOOL SERVICE
All students from ECD to Teartiary, all Parents and Guardians tichange tiine munamato wedu wevana nevanhu varikudzokera kuzvikoro. Semakore ose tinouya nehuwandu hwedu, toperekedza vana vemazera ekuperekedzwa, touya kuzonamata, uye vana vese vachazonamatirwa naBaba vedu. Ngatiitei kuti vana vedu vaperekedzwe neminamato kuzvikoro....lets make a date this coming Saturday at 09.00hrs
🙏🧎♂️