St Theresa Parish - Seke Catholic Church Chitungwiza

St Theresa Parish - Seke Catholic Church Chitungwiza Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from St Theresa Parish - Seke Catholic Church Chitungwiza, Catholic Church, Chitungwiza.

We are a Roman Catholic faith community whose mission is to foster spiritual growth, unity and attend to needs of all through Prayer, Liturgy, Education and Service

12/04/2026
12/04/2026

Divine Mercy Sunday: 2nd Sunday of Easter

Homily : Fr K.Denhere
- Vanhu vatinosangana navo , kazhinji vanoda kunzwirwa tsitsi.
- Hakuna munhu asikangade kunzwirwa tsitsi naMwari.
- Pose patinonamata, tinoda kuti Mwari atiitire tsitsi.
- Ko isusu tinonzwira vamwe tsitsi here ?
- Ko isu tiri kuparidza here kuti Kristo akamuka muwafi here?
- Tiri kunongedzera vanhu kuna Kristo here?
- Ndiri chisipiti chechii?
- Ndiri chisipiti chakaitasei?
- Ndiri chisipiti chinonzwira vamwe tsitsi here?
- Zvaunoda kuitirwa naMwari, unozviitira vamwe here?
- Zvakanaka zvaunoda kuti Mwari vakuitire ,unozviitira vamwe here?
- Uri chisipiti cherudo mukati mekirike here, mukati memhuri?
- Uri chisipiti cherudo muupenyu hwako?
- Don't be a street Saint but a devil in the house.
- Kristo arikutidzidzisa chii? Kuti tive vanhu vanoramba vane chitendero.
- Chitendero chinotidzidzisa kuti tiri appreciate tsitsi dzaMwari.
- Chitendero chinotidzidzisa kuti Kunyange tichirarama munyika yakaoma, tinifanhira kuva vanhu vanonzwira vamwe tsitsi.
- Chitendero chinotidzidzisa kuti tive vanhu vane chisipiti chetsitsi dzaMwari.

Kuregerera iprocess.
- Kuti tsitsi dzaMwari dziwane pekugara, ndokunge taregerera vamwe.
- Nhasi tirikudzidziswa Kuti tive vanhu vane chitendero.Tinofanira kuve vanhu vanoburitsa tsitsi dzaMwari.
- Isu sevaKristo ,vanhu ngavaone mbiri yaMwari , vanhu ngavaone tsitsi dzaMwari matiri.

Lessons from the Divine Mercy of God

1. Tsitsi dzaMwari, dzinofanhira kuburitsa hukama hwedu naMwari.
2. Hukama hwedu nevamwe mumhuri.
- Ndiri chisipiti chinounza nyemwerero here kune vamwe.?
- Ndiri chisipiti chinounza rudo here kune vamwe?
3. Hukama hwangu nevanhu vane kutendera kwakasiyana nekwangu.

10/04/2026

Fr Gutu

Husiku husande
04/04/2026

Husiku husande

Address

Chitungwiza

Telephone

+263773644587

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when St Theresa Parish - Seke Catholic Church Chitungwiza posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to St Theresa Parish - Seke Catholic Church Chitungwiza:

Share