G.R.J Paguta Pazvimba

G.R.J Paguta Pazvimba Nzvimbo yekukudzira Musiki

That time again vana VeMatenga! Journey mercies to those travelling kuGuta for musangano! May God be with you and help u...
24/12/2022

That time again vana VeMatenga! Journey mercies to those travelling kuGuta for musangano! May God be with you and help us all grow in Spirit of truth!🙏🤗🎉

05/10/2022

Mwari ngavakudzwe

03/10/2022

11 September 2021 ndaive ndisiko handichaziva kuti ndekupi

03/10/2022

Sojaa vakomana!!! Easter 2021

03/10/2022

Haaa ma G.R.J aMwari muriseiko kwamuri mese? Munozomboti zii zvenyu veduwee. Stay blessed wherever you are!!!

28/01/2021

Tiri munguva dzakaoma zvikuru! Asi Matenga varikungotichengeta mufunge! 2020 raiva gore rakaoma takarasikirwa nehama zhinji! 2021 akatangazve akatiomera asi hatirasi tariro! Komborerwai mose kwamuri asi zvikuru rindai nekuteura

Vanhu vakaponeswa
27/10/2020

Vanhu vakaponeswa

Hatingarambiri muzvivi kuti nyasha dziwande!
28/05/2020

Hatingarambiri muzvivi kuti nyasha dziwande!

23/12/2018

Nguva iya yakwana!

Address

Murombedzi
Chinhoyi
00687

Telephone

263773291219

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when G.R.J Paguta Pazvimba posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share