Johwani Masowe Ye Chishanu Jerusarema Nguwo Chena

Johwani Masowe Ye Chishanu Jerusarema Nguwo Chena this page was created in the perpose to preach the gospel of grace to the lost sheep in this world,to show us the real way to entenal life,amen

12/03/2026

Ndino kutendai mu s**i nekundi chengeta kwa muri kuita uye rambai muchirwira avo vese vari pakutambudzika nema tambudziko akasiyana siyana.

05/10/2025

Ndimi mandifambisa rwendo rwurefu mandichengeta dzamara ndakwidza nekudzika gomo nemi hakuna chinoramba zvaka sungwa zvasunungurwa,mbiri kuna iye mus**i mbiri nemwaka nema zuva ndichirarama pa nyika.

05/10/2025

Ndimi munotigonesa munguva dzeku tambudzika
Zvingaome zvinga rwadze asi munokundisa
Minana yenyu minana yenyu mukutarama

22/09/2025

Kazuwai kazuwai mose

30/04/2025

Ndinoti amen kamuri mose muwanirwe nyasha,ne mus**i ndinovimba vanoti kundisa mumatambudziko ose.

29/06/2024

nguva ino ndinopa kutenda kukuru kune ivo mus**i varikutichengeta nanhasi,tingasangane nematambudziko akasiyana asi nenyasha dzavo tinoonekwa nekutsungirira mukukunda.vakawanda vatisiya hama neshamwari takarivara asi mwari varikutipa mazuva nemakore ekurara kuburikidza nenyasha dzavo.ndino nyangeterera vose vane muviri irikudzimbikana ndichiti mwari vanokukundisayi.ngati shingei paminyengetero nemitsanyo kuti simba redu riwedzere pa mweya uye kuti hondo dzerima dzinoti rwisa,dzikundikane pane zvinorongwa newa kaipa.munotendwa mose muno ziva idi remudenga idi rakarehwa katatu nemwana komana,garai muchinamata,garai muchinamata.

Madzi baba vakabatwa ne ruchiva
17/11/2023

Madzi baba vakabatwa ne ruchiva

17/11/2023

Vakaropa fadzwa zvavo vakaziva kumutevera netakura tsanangudzo dzavo kune vave kurasika nekuda kwekuzvikudza mu basa ramwari izwi mutembedzanwa usashora mumwe wako usaita sekunge usizotadzizve nekuti mhepo dzinotevera vanhu dzaka siyana siyana nhasi ungaita muporofita wemandiriri asi mangwana tozonzwa wapomba wabatwa ne ruchiva.

17/11/2023

Mwari ndimi mukati tive pano panyika tarira matambudziko haachapera zuva ne zuva tinokudanai kuti muti rwire asi makati furatira here nhamo haichaperi pese patave kufamba tsaona dzega dzega koinga gore ranga rave kupera wani ropa rave kungo deuka asi makarega Satan here kubva muhusungwa tashungurudzika vana venyu

14/09/2023

Inguva ino ishe wangu ndimi makati sika tikundiseiyo kuno muvenge nemweya inotitevera nguva dzose ,tipei simba rekugona k***a muhope dzedu nekuti mune mweya zvekare irikuti rwisa tivete,simba nderenyu hakuna chinokunda simba renyu pasi pano.

09/04/2023

Munotendwa mose nekuzvipira kwenyu kuyeuka mwana komana mumazuva ano epasika komborerwai mose mufambe zvakana mumigwagwa.

05/03/2022

mwari makanaka ndinotendai nekuisa nyasha dzenyu ku vanhu vemu Zimbabwe vachengetei panguva yavatarisana nayo pasava nekudeurwa kweropa nyasha dzenyu ngadzigare nekusingaperi

Address

Roseta Road Montgomery Bulawayo
Bulawayo

Telephone

+263778126257

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Johwani Masowe Ye Chishanu Jerusarema Nguwo Chena posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Johwani Masowe Ye Chishanu Jerusarema Nguwo Chena:

Share