Zion Apostolic City Church in Zimbabwe

Zion Apostolic City Church in Zimbabwe Sangano ramwari paguta reZION. preaching the word of GOD, Healing and Delivering in the name of JESUS CHRIST

24/10/2024

36 Nokuti munhu uchagobatsirweiko kana awana nyika yose akarashikirwa novupenyu hwake?
37 Nokuti munhu ucharipeiko kuti adzikinure vupenyu hwake?
38 Nokuti aninani unonyara pamusoro pamashoko angu parudzi urwu rwovupombwe nokutadza, Mwanakomana womhunhu uchanyara vo pamusoro pake, musi waanovuya nokubwinya kwake naBaba vake navatumwa vatsvene.

09/03/2018

ONLY 20 Days to go Pachironzo handeipo.

08/02/2018

Rugare ngaruve nemi mose.
Effeso chpt 5 vs 1+>

03/02/2018

Mutambo uya mukuru wekutanga kwegore wekurangarira kufa nekumuka kwamambo Jesu Kristu waswedera hama dzangu. Ngatiendei mativi mana ese enyika tindoparidza tichirangarira kudya miviri wake nekumwa ropa rake

15/12/2017

ZACC former secretary generals Saratiel Muhakwa and Joe Philimon KChinofunga passed away this year 2017

09/02/2016

Rugare maZION aMwari. Handei paMaunganidze neuwandu hwedu tinokudza musiki nekudya muviri wake nekumwa ropa rake. 25 March 2016.

02/08/2015

28 August vanhu vamwari paBeta apo musakanganwa kuuya kuzorima munda washe

Address

Byo
Bulawayo
ZW00263

Telephone

09-881047

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zion Apostolic City Church in Zimbabwe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Zion Apostolic City Church in Zimbabwe:

Share