Kupupura Kwevapositori Church

Kupupura Kwevapositori Church A Church Led By Jesus Christ

Ndinofara nekuda kweEvangeri yamwari kubhuku yaJohane. Razaro anorwara osvika pafuru ndookuvigwa. Jesu anosvika Razaro a...
29/03/2024

Ndinofara nekuda kweEvangeri yamwari kubhuku yaJohane. Razaro anorwara osvika pafuru ndookuvigwa. Jesu anosvika Razaro atove muguva kare. Ndinoda kufananidza hupenyu hwemumwe munhu naRazaro muzuva ranhasi. Unosvika paunorarama pasina kana chimwechete chirikukufambira muhupenyu, nyika igokushora kana kukuseka igokufushira kana kukutarisira pasi. Asi pane murume anonzi Jesu anoti kana asvika haatarisi kuti wakatambura kwenguva yakareba zvakadii. Jesu haatarisi kukura kwedambudziko rako, kana nguva yekuti umutswe yakwana unotibudira muguva. Aripo murume anonzi Jesu anoti kana asvika panevanorwara vanopora, kana akasvika kune vanochema vanonyaradzwa. Kristu muchinda werugare kana akasvika hupfumi hwako hwakaiswa muguva haatarisi kuti zvave nenguva yakadii asi anoshevedzera kuti Razaro muka......... G.H.M.

Padombo rembudzi
29/07/2022

Padombo rembudzi

Address

Budiriro

Telephone

+263785315324

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kupupura Kwevapositori Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share