Nyenyedzi apostolic Church

Nyenyedzi apostolic Church God is our father
(1)

26/05/2022

Zvakakosha k*t tiwane nguva yekunyengetera kunyanya muupenyu hwatirikurarama kana aripo anoti anoda dzikinuro yemweya mutsvene ndizivise tinamate

18/05/2022

Makakomborerwa kana muchiti jesu ndiye nzira yeupenyu

17/05/2022

Hakuna muwe mambo ndiye chete jesu

Send a message to learn more

01/12/2021

Makadii vatendi ndinokukwazisai mose mumativimanaose ndinoda kuk*tendai vose vaka farira page redu ndichiti mwari ave nemi nekusinga peri peri uyezve vanezvanodakuziva ndibatei pa account yakanzi trust chaza

01/07/2021

Mukomborerwe mose zvenyu god bless you all

28/06/2021

Ndine chishuwo chek*t ndisvike kokose kwamuri vana vamwari nek*t yakwanaka nguvai yek*t chakavanzika chedenga chizarurirwe kuvatsvene vose kune avo vachagamuchira ngavaponeswe nenyasha dza krstu Amen

23/06/2021

Munotendwa vana vamwar nekuve nesu pa page redu Nyenyedzi apostolic Church chishuwo changu k*t shoko ramwar riparidzwe paso rose zvikuru ndinokurudzira va profits vanhas k*t vazvirovedze KU mweya mutsvene wa mwar izvi zvingatibatsira k*t nyika itende muna mwar

27/04/2021

Makadii vatendi vatendi va jehovah mumativimana enyika tinokuzivisai k*t munokwanisa kuva nhengo dzizere dze Nyenyedzi Apostolic church kubudikidza neku joiner group redu rinonzi Nyenyedzi Apostolic church 2021 uye time hurongwa hwek*t tive Neva miririri kumarunhu ose mu zimbabwe, mozambique, malawi, botswana ne south africa kana panezvizhinji zvamungade kunzwisisa tibatei pa number dzedu 0715954461

Address

Bindura Town

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Nyenyedzi apostolic Church posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category