Prophet Madzibaba Izzy

Prophet Madzibaba Izzy MOTIVATIONAL SPEAKER AND PROPHET THAT HELPS PEOPLE THROUGH THE PHONE CALL AND WHATSAPP. MARRIAGE AND SOCIAL DOCTOR .

DEALING WITH SOCIAL PROBLEMS AND MENTAL ISSUES PROPHETICALLY

Kupfeka zvichena sandiyo passport yekuenda kudenga . Sandiyo passport yekuti mudeedze Vamwe kuti vemunyika  . Sandiyo pa...
10/06/2022

Kupfeka zvichena sandiyo passport yekuenda kudenga . Sandiyo passport yekuti mudeedze Vamwe kuti vemunyika . Sandiyo passport yenamata . Denga Rati mucharaswa imi makapfeka zvichena. Siyayi zvivi mupfeke moyo muchena wayeso. Chinamato ngachioneke uye chibudikire muzviito nemabasa. Hunhu hwako hunogona kuita uraswe naMwari. Vagoni zvavo vakarurama vachandouwona musha wababa. Manhenda manhonga tsono murima chenjera kufa wakapfeka mamvebve watadza kunhonga tsono . Shinda yega yaigoni kubatanidza nguwo pasina shinda. Murimarema Saka nuchituka Vamwe vanamati. God bless you

MOTIVATIONAL SPEAKER AND PROPHET THAT HELPS PEOPLE THROUGH THE PHONE CALL AND WHATSAPP.

At times shamwari dzekubhawa dzinotodzidzisa uye hadzina godo pane hama dzekuChurch. Munhu azenehutsinye panyika pano mu...
09/06/2022

At times shamwari dzekubhawa dzinotodzidzisa uye hadzina godo pane hama dzekuChurch. Munhu azenehutsinye panyika pano munhu anonamata anoenda kuChurch. Nhumbu zhinji dzirikubviswa kudzisvondo, varume nevakadzi varikuhura zvinopisa Denga tsitsi. Varoyi vakuru vazere kuChurch vakavanda neGarment. Vaporofiti vapedza vakadzi vevanhu kurara navo . Mwari wevanhu atsamwa nazvo izvi. Hondo yamuchaona vatendi muchasekwa neVasinganamate. God bless you

MOTIVATIONAL SPEAKER AND PROPHET THAT HELPS PEOPLE THROUGH THE PHONE CALL AND WHATSAPP.

We are receiving many Post requests everyday. Unfortunately we can not publish all posts from our beloved followers. We ...
02/06/2022

We are receiving many Post requests everyday. Unfortunately we can not publish all posts from our beloved followers. We are very sorry. We follow some guidelines when we publish posts from our followers.

1. The post should be on a special occasion(Dreams/Hope, Tsananguro).

2. Followers must send us the post through our page message with a DECENT photograph() and caption.

3. Need to send the post 7 days prior to the event because we usually make 7 days post schedule.

4. Most importantly we prioritize posts from our TOP FANS who always likes, comments and share our posts.

We hope this guideline will help our followers to publish their messages
I'm looking for an admin and Editor anoziva zvekunamata helping us to spread the word. Inbox or send Whatsapp+2761599024 mostly my top fan with or without badge. My mission is to help and assists those in need through my foundation SECOND CHANCE FOUNDATION.Help us fight against Gender based violence and abuse against woman and children and fighting against Drug abuse . We post anything as long it means something to our community.

I thank you.
Your Prophet Izzy 1

There’s nothing as beautiful as seeing someone who has been unlucky in relationships, finally being loved effortlessly b...
02/06/2022

There’s nothing as beautiful as seeing someone who has been unlucky in relationships, finally being loved effortlessly by the right person. ❤️im praying for your future wife and future husband. Iwe uchamuwana anokuda . Mhepo inotadzisa uroorwe hayina full control in your life . In his presence God bless you.

You are praying for a good husband. And you are dating another woman husband. Nonsense.Unofunga ucharoorwa here nemunhu ...
01/06/2022

You are praying for a good husband. And you are dating another woman husband. Nonsense.Unofunga ucharoorwa here nemunhu arikutisiyawo mukadzi nevana vake.

Tsananguro dzinotiKuoma kwamurikuona kuchatodarika ipapo😭😭😭😭😭😭 asi kuseri kwazvo ndokudonha kweZanu pf. Ndaratidzwa chii...
28/05/2022

Tsananguro dzinoti

Kuoma kwamurikuona kuchatodarika ipapo😭😭😭😭😭😭 asi kuseri kwazvo ndokudonha kweZanu pf. Ndaratidzwa chiitiko chikuru mwedzi waSeptember chichashamisa ruzhinji. Kuti chingava chii? Mhinduro Nyika ichava nayo. Denga ririkuzarura magutswa kuseri kwekuoma. Kana kumamisha Zanu pf vachayiramba Saka musavhunduka nekuti Chamisa ndamuona achipfekedzwa zodzo. Tenzi komborera Nyika yenyu. 💥💥💥💥💥💥

Tsananguro dzinotiAs long vanhu makapinda muSouth Africa muchiri kupfimba vakadzi vemo muchitadza kuziva chinangwa chaka...
27/05/2022

Tsananguro dzinoti
As long vanhu makapinda muSouth Africa muchiri kupfimba vakadzi vemo muchitadza kuziva chinangwa chakaita mupindemo kufa hakusi kuzomira. As long muchiri kunyeperwa kuti hatina varume imi modyira kufa hakusi kuzomira. Makamboonepi munhu anevana vaviri nekacheche iwe woti wawana mukadzi arisingle? As long muchirikuda kuroorera michato muwane matsamba mumotofa murimarombe chete . Varume munodzokera kumba kwenyu musina chinhu makaisirwa mbatya muplastic bag. Izwi arikuti varume muchapera kufa nekuda kwekupusa . Varume muchapera nekuda kwekutadza kuzvibata. Vana Mai nemiwo muchaita vatakuri vezvirwere kudzokera nazvo kuZimbabwe .imagine kufambira kunze kutadza kunozvibata wodzokera wava muurayi uye newe watarisana nenhovo yerufu. Nyika yatakura marwadzo iyi zvibateyi imi musati mafa kufa kusina tsananguro. Be a responsible man And woman funga mhuri yako yawakasiya kumusha . Kunakirwa kunopera uko. Havakudeyi ava chavanoda imari dzenyu dziite dzavo . Tirikuitira muteuro mugonewo kutungamirwa muite Mari nezvishandwa mudzokere kumusha not kuti muite pfambi dzejoni. Jobek,Durban ,Capetown siyayi chihure nevarume nevakadzi vevanhu. Varume siyayi kuitwa vakadzi nevamwe varume munosiririsa Denga😭😭😭😭 . Tenzi vakuitireyi Nyasha . Nhau inisanganisira wese arinyika yauri zvibate. 👏👏👏Matendwa nehwayi.Tisangane kuApp. Like and share my page.

Vangani vanakatora mukaendesa kunze asi nhasi hamutaudzani ? Vangani vamakatsvagira mabasa asi nhasi akutokushora kukuit...
26/05/2022

Vangani vanakatora mukaendesa kunze asi nhasi hamutaudzani ? Vangani vamakatsvagira mabasa asi nhasi akutokushora kukuita Rombe? Vangani vamakatora kuti vakushandireyi vakakutorerayi Varume venyu? Vangani vamaiti ishamwari vakarara nevadiwa venyu. Munhu akawoma moyo kudarika yamunotuka imbwa inokurwira kana chikara chauya. Now God is saying trust upon him only nekuti ndiye ega anerudo uye haazikurasi nehutadzi hwako. Nyika inoda kuporofitwa imutswe kuvashakabvu. For direct prophecy and counseling app +27617599024 .God bless you

Can depression cause you to lose yourself?Yes it can.This feeling of living but being apart from life is probably one of...
25/05/2022

Can depression cause you to lose yourself?
Yes it can.

This feeling of living but being apart from life is probably one of the most distressing experiences of depression.

Depression shares a lot of the symptoms of grief. Going though the experience of depression can very much feel like you are grieving for the person you once were. There is a tremendous feeling of loss connected with this illness.

Because we live exclusively inside our own heads it’s impossible to explain to someone how lonely we feel even if we are surrounded by people which in turn amplifies that feeling of loss.

Depression is like the selfish friend you tolerate. All take and no give.
Always remember that you live your life for you not for someone . Seek help from experts .
God bless you

Just lost my Aunt a prayer warrior who thought me to pray in every situation I face in life . I used to call her Tete Ma...
21/05/2022

Just lost my Aunt a prayer warrior who thought me to pray in every situation I face in life . I used to call her Tete Mai Aron Run'anga will be buried in Zaka province . She was like a father to me since I've lost my Dad some years back. Kufa chitsividzo afa wanaka . Ndinotenda makandidzidzisa kunamata. Rest in peace MaDhlovu . Greet my parents in heaven...

Every cheating husband shall lose his job this year in Jesus name and every cheating woman must get caught in Jesus name...
21/05/2022

Every cheating husband shall lose his job this year in Jesus name and every cheating woman must get caught in Jesus name .amen

15/05/2022

Rest In peace Dr Deborah Fraser our mother

MEDIA STATEMENT: DR. DEBORAH FRASER PASSING

It is with deep sadness to inform you of the passing of our beloved mother, sister, aunt and friend, and Gospel musician, Dr. Deborah Fraser following a short Illness. She passed on today (Sunday 15.05.2022) after midday, in the presence of her family and friends.

As Dr. Deborah Fraser’s family we would like to be given space to process and deal with this very tragic situation.

The public will be further informed of any developments.
For media queries, contact Nontando Mafisa on 0722983021 or Busi Shibodze on 0714314260.

Address

Johwani Masowe Chishanu Road
Vryheid

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Prophet Madzibaba Izzy posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Prophet Madzibaba Izzy:

Share