BIBLE STUDY TV Channel

BIBLE STUDY TV Channel Bible Readings

26/06/2023

Sad Truth People go in a club without money yet they go back home drunk, but when you go to church leaving home without food you will come back from church hungry and frustrated, and it will not even bother any brother in Christ to know if you have eaten or not.

Cars leave the club overloaded with more than 7 people inside and they will be dropping each other, But in church people leave the church one one in their beautiful vehicles without lifting people going the same direction.

Let us not lie to ourselves the church of today has no LOVE and if it is LOVE that will qualify us to enter his kingdom then those in bars will enter in numbers.

THE CHURCH MUST GO BACK TO LOVE.

18/06/2023
10/06/2023

16 Akavataurira mufananidzo, akati: Nyika yomumwe mufumi yakanga yabereka kwazvo;
17 akafunga mumoyo make, akati: Ndichaita seiko? Nokuti handina pandingavunganidzira zvibereko zvangu.
18 Akati; Ndichaita kudai: Ndichaputsa matura angu, ndikavaka makuru; ndichavunganidzirapo zviyo zvangu, nezvose zvangu zvakanaka,
19 ndigoti kumweya wangu: Mweya, unezvakawanda zvakanaka, zvakavigirwa makore mazhinji; zorora, udye, umwe, ufare.
20 Asi Mwari akati kwaari: Iwe benzi, mweya wako uchadikamwa kubva kwauri, novusiku; ubwu vachakutorera mweya wako; izvo zvawagadzira, zvichagova zvani?
21 Ndizvo zvakaita munhu unozvivunganidzira fuma, asingafumi kunaMwari.
22 Zvino wakati kuvadzidzi vake; Naizvozvo ndinoti kwamuri: Musafunganya pamusoro povupenyu hwenyu, kuti muchadyei, kana pamusoro pomuviri wenyu, kuti muchapfekei?

'RUKA 12:16-17-18-19-20-21-22'

Matsvaka , maunganidz here, nhaka isingaori hama tiri vadariki panyika ino , tichatiiko tobvunza zvatakabatira Tenzi panyika ino ~Garai makagadzirira Mateo 25

26/02/2023

ᴵ ᵃᵐ ˡᵒᵒᵏⁱⁿᵍ ᶠᵒʳ ˢᵒᵐᵉᵒⁿᵉ ᵗᵒ ʰᵉˡᵖ ᵐᵉ ᵃⁿˢʷᵉʳ ᵗʰᵉˢᵉ qᵘᵉˢᵗⁱᵒⁿˢ

ᵂᴴʸ 40!!!!!!!

1. ᵂʰʸ ᴺᵒᵃʰ ᵇᵘⁱˡᵗ ᵗʰᵉ ᴬʳᵏ ⁱⁿ 40 ᵈᵃʸˢ.

2. ᵂʰʸ ᵗʰᵉ ʳᵃⁱⁿ/ˢᵗᵒʳᵐ ˡᵃˢᵗᵉᵈ ᶠᵒʳ 40ᵈᵃʸˢ.

3. ᵂʰʸ ᵗʰᵉ ᴵˢʳᵃᵉˡⁱᵗᵉˢ ʷᵃˡᵏᵉᵈ ᵗʰʳᵒᵘᵍʰ ᵗʰᵉ ᵈᵉˢᵉʳᵗ ᶠᵒʳ 40 ʸᵉᵃʳˢ.

4. ᵂʰʸ ᵗʰᵉ ᵗᵒʷᵉʳ ᵒᶠ ᵇᵃʳᵇᵉˡ ʷᵃˢ ᵇᵘⁱˡᵗ ⁱⁿ 40 ᵈᵃʸˢ.

5. ᵂʰʸ ᴶᵉˢᵘˢ ᶜʰʳⁱˢᵗ ᶠᵃˢᵗᵉᵈ ᶠᵒʳ 40ᵈᵃʸˢ.

6. ᵂʰʸ ᴶᵉˢᵘˢ ᶜʰʳⁱˢᵗ ᵃˢᶜᵉⁿᵈᵉᵈ ᵗᵒ ʰᵉᵃᵛᵉⁿ ᵃᶠᵗᵉʳ 40 ᵈᵃʸˢ,

7. ᵂʰʸ ᴹᵒˢᵉˢ ʰᵃᵈ ᵗᵒ ˢᵖᵉⁿᵈ 40 ᵈᵃʸˢ ʷⁱᵗʰ ᴳᵒᵈ, ᵃⁿᵈ ᶠᵃˢᵗⁱⁿᵍ ᵇᵉᶠᵒʳᵉ ʰᵉ ᵍᵒᵗ ᵗʰᵉ 10 ᶜᵒᵐᵐᵃⁿᵈᵐᵉⁿᵗˢ ᵀᵃᵇˡᵉᵗˢ

8. ᵂʰʸ ⁱᵗ ᵗᵒᵒᵏ 40 ᵈᵃʸˢ ᵗʰʳᵉᵃᵗ ᶠʳᵒᵐ ᴳᵒˡⁱᵃᵗʰ ᵃᵍᵃⁱⁿˢᵗ ᵗʰᵉ ᴬʳᵐʸ ᵒᶠ ᴵˢʳᵃᵉˡ ᵇᵉᶠᵒʳᵉ ʰᵉ ʷᵃˢ ᵏⁱˡˡᵉᵈ ᵇʸ ᴰᵃᵛⁱᵈ

9. ᵂʰʸ ᴰᵃᵛⁱᵈ ˡᵃᵗᵉʳ ʰᵃᵈ ᵃ ᵗᵒᵗᵃˡ ʳᵉⁱᵍⁿ ᵒᶠ 40 ʸᵉᵃʳˢ ᵒᵛᵉʳ ᵗʰᵉ ⁿᵃᵗⁱᵒⁿ ᵒᶠ ᴵˢʳᵃᵉˡ

10. ᵂʰʸ ᴱˡⁱʲᵃʰ ʰᵃᵈ ᵗᵒ ᵗʳᵉᵏ ᵃⁿᵈ ᶠᵃˢᵗ ᶠᵒʳ 40 ᵈᵃʸˢ ʳᵘⁿⁿⁱⁿᵍ ᵃʷᵃʸ ᶠʳᵒᵐ ᴶᵉᶻᵉᵇᵉˡ

40 ᵈᵃʸˢ ᵃⁿᵈ 40 ʸᵉᵃʳˢ ⁱⁿ ᵗʰᵉ ᴮⁱᵇˡᵉ ⁱˢ ᴴᴵᴳᴴᴸʸ ˢʸᴹᴮᴼᴸᴵᶜ

11. ᵂʰʸ ˡⁱᶠᵉ ᵇᵉᵍⁱⁿˢ ᵃᵗ 40.

12. ᵂʰʸ ᵉᵛᵉⁿ ᴾᵃˢˢ ᵐᵃʳᵏ ˢᵗᵃʳᵗˢ ᵃᵗ 40.
ᵂʰᵃᵗ'ˢ ˢᵒ ˢᵖᵉᶜⁱᵃˡ ᵃᵇᵒᵘᵗ 40???

ᴵᶠ ʸᵒᵘ ᵈᵒⁿ'ᵗ ʰᵃᵛᵉ ᵃⁿ ᵃⁿˢʷᵉʳ, ᵖˡᵉᵃˢᵉ ˢᵉⁿᵈ ⁱᵗ ᵗᵒ ᵃᵗ ˡᵉᵃˢᵗ ᵒⁿᵉ ᵍʳᵒᵘᵖ ʸᵒᵘ ᵇᵉˡᵒⁿᵍ ᵗᵒ. ᵂᵉ ᵐⁱᵍʰᵗ ᵍᵉᵗ ᵃⁿ ᵃⁿˢʷᵉʳ ᶠʳᵒᵐ ᵃ ʷⁱˢᵉ ʳᵉˢᵉᵃʳᶜʰᵉʳ.👁‍🗨

24/02/2023

Topic: Satan haana tsitsi # Ndiri pane imwe wandisengedza zvakare!!
1 Samuel 19vs14
Sauro anotuma nhume kundotora David achida kumuuraya, vachisvika ndokunzi David arere pasi anorwara. Ini, I thought kurwara kwaDavid kwaifanira kufadza Sauro. However, ndashamisika. Sauro anoti, 'huyai naye aripanhovo ndimuuraye'. Ko uchadireiko kuuraya murwere aripakutambudzika nhai Sauro. Yaaaah, ndadzidza satan haana tsitsi nevakadiwa naMwari.
Unomboziva here system iyi yekutambudza aripakutambudzika haina kuperera apa. Satan ari rough kumaKristu. Kana akuwanikidza haakusiyi. Uri pane imwe anounza zvimwe. Akaona uchidyiwa neshumba anosasa munyu shumba inakirwe. Job pakutambudzwa, pakaita a series of events satan akangotsika accelerator yekutambudza Job. Zvekuti uri pane imwe haanei nazvo.
Nhasi ndauya neshoko rakanaka kwauri iwe uri panguva yachimbetu. Wanzwa nematambudziko. Mamwe acho anouya uripakurwadziwa nerimwe. Iwe haurari misodzi iripamatama uchifunga kuti ndichazobatawo mwana mumaoko rini, but hama dzava kuti dambudziko ndiwe nyaya yacho unoiziva. Salary ichinonoka mwana ndipo paanopunza window remotokari yevanhu. Kutenga window remota yevamwe kwenyu musina.
Waiona here Maths yasatan? Zvimwe uri pairi, ziva kwekumhanya nenyaya dzako. Jesu haatisiyi toga. David zvarema anomhanyira kuna Samuel muporofita. Mwari vanoratidza munana wavo. Mhanya kuna Jesu hama. Hameno kana zvajeka?

13/02/2023

Munozviziva here kuti kushanda mubutchery hakusiriko kuseva nenyama. Kushanda mubank hahusiriho hushoroma. Kushanda mubhawa hakusiriko kuve chidhakwa. Kupinda mune zvemanhingirikini hakusiriko kuziva manhingirikiniro acho❓🤔. PANE ZVINOTODA KUITWA kuti useve nenyama, kuti uve shoroma, kuti uve chidhakwa, kuti uzive manhingirikiniro acho.

19/01/2023

: *Ukaona wasangana ne challenge, don't cry, don't lose hope,chimbotarisa kwawakabviswa naMwari, wotanga kumurumbidza.Lets count our blessings more than our problems,fungawo mabasa makuru awakaona achiitwa naMwari,woudza situation yako kuti,devil is a liar,my God is able.Because kuchema chaiko,dai misodzi yaichinjisa zvinhu,dai kusina vachanamata,but kuchema kunokupedza simba rokunamata,kuchema kunoratidza kuti wakundikana,hausisina tariro.Saka kuchema kunofadza satan,but munyadzise,wopukuta misodzi wobvunza Jehovha kuti,ndikatevera ndinovabata here,wobva wanzi, " Pursue and you shall recover all"*
*Kana ukaramba uchichema,haufe wakawana simba rokunamata zvakare ,saka ndiri kuda magamba nhasi,anoti pandakachema pakakwana,ndina Mwari anomutsa zvakafa. Kana akamutsa Razaro,nesituation yangu
AMEN

14/11/2022

One Person, just one Person, can change your life for Better

I pray you meet that Person soon.

11/11/2022

Sleeping is natural But waking up is a big Blessing Just use 2sec to Thank God.

11/11/2022

Besides teaching scriptures lets also teach our children

-Lets teach vana how to behave kana vaenda Ku Holiday kumba kwevaridzi
-Toilet Training
-No go areas
-Eating habits
-How to behave mu dining room mevanhu
-Greeting Elders
-Kubatsira basa kumba kwaakaenda kuholiday
-Vamwe vanenge vaakuti dayi Holiday yapera vana ava vaenda havo kumba kwavo..
-Vamwe ndosaka vana venyu vasingatorwi kumaholidays kudzimba dzevanhu .
-Kumukira ku kitchen yevanhu ivo vasati vamuka
-Kudya zvausina kupihwa
-Kusiya ndiro pawadyira
-Kusawaridza pawarara
-Kutora remote ye vanhu ndiwe waakuto controller ma Programme mumba mevanhu
-Kumuka time yaanodira
-Kutsika chamber pane kuti ugare.
-Behavior pane vanhu vakuru
-Behavior kana mashanya -Vamwe vana vanovhura ma fridge evanhu nekutora zvavanoda vasina kupihwa.
-Kukwira ma sofa evanhu vachijamba jamba.
-Kudya vasina kunamata, kugeza kumeso or maoko
-Kurara vasina kugeza
-Kukanda kanda hembe pasi..

Vabereki nevadzidzisi ve Sunday School, ngatigareyi pasi navo vana vedu
-Munoziva here kuti kune ma Youth asingagone kuuraya nekuundura huku?
- Kutsemura huni kana kutsiga chirongo. -Vamwe havagone kubika sadza kana muriwo hapana akavadzidzisa.
-Vamwe kuwaridza paarara chaipo

Ma Youth ne Sunday School ,camps ngakuitwe zvidzidzo .
-Ma Youth anotoenda naanamayi vanovabikira kumisangano yechurch ivo vakagara.

Zvinozonetsa kana mubereki afa poshaikwa hama inozvipira kuchengeta vana vasara nekuti vanenge vasina kudzidziswa nekurairwa kuve responsible

Building a responsible generation

11/11/2022

Did you know : 21

Nguruve yese hombe nyangwe irumwe sei,kangani kakadii ne any kind of snake haifi, haitonzwi any effect. A pig is completely, completely immune to snake venom. Nguruve inotodya nyoka ichitangira nekumuswe kwenyoka ichikoborwa yakoborwazve kusvika yapedza! Venom yenyoka chekutanga, haipfuure fat layer iri under skin yenguruve. Chechipiri, anonzi ma a-neurotoxins ari or inove venom yenyoka, once muviri wanguruve waita detect kuti kune chapinda muno, muviri wenguruve unoreleasa atingati in simplest terms, masoja anoenda achichinja-chinja shape kunouraya venom.

You think this is amazing? Wait, uzonzwa zvinoitika nembudzi nenyoka!

How Great Are Thy Works Oh Lord!

11/11/2022

Murume kana Mukadzi kana mave mu merriage matauriro ako nevawaimbotamba navo kana iri opposite s*x anofanira kuchinja zvekududzira kuti iyezvino ndave mukadzi or murume mukuru ave nemhuri izvozvo zvinechimiro chakanaka even kuvana vamunozobereka kwete kungoita jee muchidevedzana nemazita zvamaisiita kare , mukadzi wemumwe ndi Ambhuya vako murume wemumwe ndi tezvara wako , mamwe matauriro kana kamwe katambiro kanopa satan mukana zvekuti unotozoshamisika kuti ko ndakazopinda mu situation yakadai sei ,dont jurge the minor munokudubuka nazvo izvi garai makapa muganhu musazonyadzise kuhama nekuvana venyu vamunobereka unozvishaisa chimiro nezvinhu zvisina basa . Vamwe ndoziva kuti muchati heee unenge wagara wakadero but munoziva here kuti situation can change u saka ma situation ari pakawanda saka unogona ku creator situation inokushandura zvinozokuchemedza mangwana saka gara waita ganhuro , rember rudo rwune godo kana pasina godo hapana rudo thats why Mwari vachiti vane Godo coz vanerudo nesu . Dzimba zhinji dzaparara neku supporter ma evil thoughts heee godo rakaipa but in merriage ndiro rinoratidza kuti there is love

Address

2204 Seraleng
Rustenburg North

Telephone

+27839583320

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when BIBLE STUDY TV Channel posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to BIBLE STUDY TV Channel:

Share

Category