Mwazha • Gauteng

Mwazha • Gauteng Pure Gospel

Ndakaratidza vanhu vamakandipa panyika zita renyu.
04/12/2025

Ndakaratidza vanhu vamakandipa panyika zita renyu.

🎙️Hatina chatingaenda nacho kuna Mwari kuti tipinde, asi nenzira yekufaR.I.P General Secretary Bishop Juru.
05/06/2024

🎙️

Hatina chatingaenda nacho kuna Mwari kuti tipinde, asi nenzira yekufa

R.I.P General Secretary Bishop Juru.

30/05/2022
02/03/2022

🎙️

Ndiani vokwazisa nedzimbo dzokufara...

💛💙

Pakupedzisira, hama dzaŋgu, mutinyeŋgeterere, kuti shoko raShe ripfuʋure, rikudzwe, seɀaɀinoitwa kwenyu ʋo; ʋuye, kuti t...
28/02/2022

Pakupedzisira, hama dzaŋgu, mutinyeŋgeterere, kuti shoko raShe ripfuʋure, rikudzwe, seɀaɀinoitwa kwenyu ʋo; ʋuye, kuti tisunuŋgurwe kuʋanhu ʋasakarurama, ʋakaipa; nokuti haʋazi ʋose ʋanotenda. Asi Ishe ndiye wakatendeka, ucakusimbisai, nokukuceŋgetai kunowakaipa. Tinokutendai munaShe, kuti munoita, ʋuye mucaramba muciita, iɀo ɀatinokurairai. Ishe ŋgaaruramise mŋoyo yenyu muruɗo rwaMŋari, nomukutsuŋgirira kwaKristu.

II ƲaTesaronika 3:1‭-‬5 SUB1949

🎙️"I brethren, when I came to you, came not with excellency of speech of wisdom, declaring unto you the Testimony of God...
24/02/2022

🎙️

"I brethren, when I came to you, came not with excellency of speech of wisdom, declaring unto you the Testimony of God."

📜

03/02/2022



Life through Faith💙💙

31/01/2022

Pakumutsvaga Mwari
Shingirirai.

Havasi vose ivo vachakunda
TIME OF THE END

Iye Paul Mwazha uyu, munhu waMwari.Vanobata kudzidzisa kwake vanoponeswa.  Sabbath Saints
21/01/2022

Iye Paul Mwazha uyu, munhu waMwari.

Vanobata kudzidzisa kwake vanoponeswa.
Sabbath Saints

Address

Florida

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mwazha • Gauteng posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Mwazha • Gauteng:

Share

Category