African Apostolic church Masowe Bible study

African Apostolic church Masowe Bible study VaGaratia 2:20 (BDSC)

Ndakarovererwa pamwe chete naKristu uye handichisiri ini ndinorarama, asi Kristu anorarama mandiri.

Kurarama kwandinako munyama, ndinorarama nokutenda muMwanakomana waMwari, aka

14/02/2024
11/10/2022

Mapisarema 5:3 (BDSC)

Mangwanani, munonzwa inzwi rangu, imi Jehovha; mangwanani ndinoisa zvikumbiro zvangu pamberi penyu uye ndichimirira netariro.

25/09/2022

Maswerawo sei hama dzinodikanwa
Mwari akuropafadzei imi mose manzwa shoko rake ranhasi
Varambe vachiwedzera mazuva enyu ekurarama Amen

20/09/2022

VAKOROSE 3

Mirayiro yaMararamiro Matsvene

1Sezvo, zvino, makamutswa pamwe chete naKristu, isai mwoyo yenyu pazvinhu zviri kumusoro, uko kugere Kristu kuruoko rworudyi rwaMwari. 2Isai pfungwa dzenyu pazvinhu zviri kumusoro, kwete pazvinhu zvenyika. 3Nokuti makafa, uye upenyu hwenyu hwakavigwa zvino naKristu muna Mwari. 4Panoonekwa Kristu, iye upenyu hwenyu, ipapo nemiwo muchaonekwa pamwe chete naye mukubwinya.

Send a message to learn more

13/09/2022

Ingo shanisawo uno mukana kutenda Mwari nezvavakuitira muzuva ranhasi
Iwe ndiwe unozviziva Amen

11/09/2022

Maswera sei mose mose kwanga kuri Sei kukereke

Address

East London

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when African Apostolic church Masowe Bible study posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to African Apostolic church Masowe Bible study:

Share