Zion Apostolic church in Durban, musanganiswa wema Bishops ose

Zion Apostolic church in Durban, musanganiswa wema Bishops ose Huyai tinamate Mwari mupenyu Mwari wazvokwadi, wese anoziva kuti muzion kana vanoda kutendeuka

Zvirevo 3 vs 5*CHIZIVISO FROM ZION DURBAN BRANCH Chatsworth* *Sangano Zion Durban Chatsworth Branch* rinokoka kereke neu...
11/11/2024

Zvirevo 3 vs 5

*CHIZIVISO FROM ZION DURBAN BRANCH Chatsworth*

*Sangano Zion Durban Chatsworth Branch* rinokoka kereke neutungamiriri hwose muno mu *South Africa* kumunamato wokuvhara gore uchaitirwa ku Durban Chatsworth pachikoro panonzipa Dawnridge Primary school musi wa *07_12_2024* nzvimbo iyi ingangoita makiromita makumi mavi kubva mudhorobha (20 km).

Munamato wokuvhara gore uyu wakarongwa nevadzidzisi vanobata vari pa Chatsworth

Dozvo guru nderekutenda Mwari nekutichengeta kwavanoita tiri munyika ino ye South Africa

Tinokukokai mose makereke akasiyana siyana kuti munge muinesu pamutambo uyu

Masangano ose e Zion varikuno SA makasununguka kuuye uye vaenzi vemamwe makereke makasununguka kubatawo nesu tinokukokai zvekare.

Time yekutanga services yedu yemanheru Saturday 8pm then tozopedza Sunday na 2 pm.

Kubva ku Johannesburg or Pretoria ne bus kana mukatenda ma tickets 2weeks before date zvinochipa mogona kutenga ne R300 kuuya saka munobva matongotenga ne return yacho ka 1 mukazotenda musi wacho bus rinogona kutangira pa R400 kusvika ku R600

Kune vachakwanisa kuva panzvimbo iyi munobata vamiriri vedu vanoteera

1.Mr Maguduru Austen
061 742 1005

2.Va Chigova
+27 61 846 5503

3.VaChimuka baba Alletah
+27 61 826 1788

4 Va Pasipanyoro D
+27 61 989 0034

Tinotenda kunevose vachabudirira

*Wenyu Munyori Austen Maguduru*

Pamwe

Na Chairman VaChigova

02/06/2024
02/06/2024
Cliffdel Durban basa rakabatwa
15/04/2024

Cliffdel Durban basa rakabatwa

MaZion pabasa ravo
03/04/2024

MaZion pabasa ravo

Address

Dawnridge Primary School Chatsworth
Durban

Telephone

+27617421005

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zion Apostolic church in Durban, musanganiswa wema Bishops ose posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Zion Apostolic church in Durban, musanganiswa wema Bishops ose:

Share