Zimbabwe Catholic Community - Archdiocese of Cape Town

Zimbabwe Catholic Community - Archdiocese of Cape Town This is the Official page for the Zimbabwean Catholic Community in the Archdiocese of Cape Town.

Chinangwa chepage rino ndechekufambisa mashoko kunhengo dzose dzeKirike katorike dzinobva kuZimbabwe dzinogara muArchdiocese yeCape Town. Iyi ndiyo imwe yenzira inoshandiswa nebazi rezvekufambiswa kwemashoko muhutungamiriri hweArchdiocese kuburitsa mashoko ose anoda kuendeswa kuvanhu.

Mangwanani vatenderi vadiwaNhasi tinopemberera makore 27 kubva musi wakagadzwa Baba Benard Makore kuva muPriste weKirike...
16/01/2026

Mangwanani vatenderi vadiwa

Nhasi tinopemberera makore 27 kubva musi wakagadzwa Baba Benard Makore kuva muPriste weKirike Katorike. Tinoramba tichivakumikidza kuna Mwari, kuti ivo Tenzi vakavadana kuti vave mushandiri wavo, varambe vachivatungamirira nekuvasimbaradza mubasa ravo rekutifudza isu vana veZimbabwe pamwe nemhuri yeHoly Family Parish.

Kuna Father Makore, tinoti :
*Makorokoto ekusvitsa makore 27 muchishanda mumunda waTenzi, baba. Mwari ngavarambe vachikubatsirai nekukukundisai mubasa renyu.*

Ngatiswerei tichivarangarira nekuvakumikidza kuna Mwari mune zvose uye kunzvimbo dzose dzatichange tiri nhasi.

Tatenda

Address

Corner Roeland & Plein Streets
Cape Town
8001

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Zimbabwe Catholic Community - Archdiocese of Cape Town posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Place Of Worship

Send a message to Zimbabwe Catholic Community - Archdiocese of Cape Town:

Shortcuts

Share