Sola Gratia International Ministry

Sola Gratia International Ministry Sola Gratia International Ministry

25/11/2023

Mwari vanokuda

16/11/2023

Someone doesn't have to fail for you to succeed, we can all succeed together. Wish everyone well

Gamuchira muchato wako nezita raJesu
13/11/2023

Gamuchira muchato wako nezita raJesu

You are all invited
09/11/2023

You are all invited

09/11/2023

Good morning saints

Hannah paakanamata achikumbira Mwana ,haana Kuti Mwari ndipei mwana ndisvotese penninah . Kureva Kuti Hannah Anga asina jealous nevana vapenninah ASI waishuvirawo kubata mwana mumaoko.

Vazhinji vedu tine godo tikaona mumwe arangarirwa naMwari tinobatikana Kuti SEI zvake zvichifamba ?
Nekuda kwegodo tikaona Mai John vavhura tuckshop ,tinotopinda paprayer and fasting tichitonamatira Kuti Mwari vatipewo Mari yekuvhura tuckshop nekuti mwoyo unenge warwadza Kuti SEI Mai John ava netuckshop.
Zvoreva Kuti chakutuma Kuti unamate igodo
Wabatikana zvekusvika pakunamata Kuti Mwari vakuitirewo sezvavaitira mumwe .
Saka unogona Kunamata kwemakore pasina shanduko because chiri kukutuma Kunamata igodo .
Zvese unoda Kuti zviitirwe iwe ASI zvikaitirwa vamwe unobatikana.

Unonzwa kurwadziwa ukaona Aisa pic rake pastatus akazvichenera hake ,unongonzwa godo so
Kuona atenga motor unobatikana but motor yacho hauna Uri kutonamatirawo nyasha dzekutenga motor .

Saka ndatarisa ndikaona Kuti chatitadzisa kurangarirwa naMwari inyaya yegodo.
Mwoyo yedu izere godo
Tikaona aropofadzwa tinorwadziwa instead yekuti tifare tinoti sei zvaitirwa iye ?

Tingatsanye, tingakwire makomo ASI kana tine godo nevamwe hapana kwatinoenda .
Tiri Kunamata tichiramba mweya wegodo .
Hakuna muroyi Ari kukuroya ASI ndiwe Uri kuzviroya negodo rako nhasi ramba mweya uyu nekuti mugore ra2024 ukapinda uchingori munhu Ane godo hupenyu hwako hucharamba hwakadaro .

06/11/2023

JAMES 4:7
KJ21
Submit yourselves therefore to God. Resist the devil, and he will flee from you.

We Say No To You Satan

We Say No To Your Plans

We Say No To Your Works

We Say No To Your Words

If the thoughts you’re having don’t agree with God’s Word, then replace them with promises from God’s Word.
04/11/2023

If the thoughts you’re having don’t agree with God’s Word, then replace them with promises from God’s Word.

Chaunotanga unopedzisa nezita rake Jesu !
03/11/2023

Chaunotanga unopedzisa nezita rake Jesu !

01/11/2023

Psalm 115:5
King James Version
5 They have mouths, but they speak not: eyes have they, but they see not:

Lord Open My Eyes

November uno Mwari ngavavhure meso ako .
Zvakavanzika zvausingaone ,Mwari ngava kuonese nezita raJesu
Uri kuramba uchingova munhu wekutanga manew relationships nekuti meso ako haaoni Kuti uyu munhu haana future, unozongomuka wakarambwa but Dai waiva nemeso emweya waizviona usati wapinda murelationship.
Vamwe makajoiniswa satanism nekuti meso akavharika, hauna kutomboonawo Kuti Shamwari yangu iyi inenge isina kumira mushe .
Vamwe Muri kupinda machurch Asiri kunamata Mwari mupenyu nekuti meso enyu akavharika
Zvakawanda zviri kuitwa nevana vedu ASI hatizvioni nekuti hatina meso .
Satan Ari kutibira each and every time asi hationi nekuti hatina meso
Kune zvatiri Kuti zviri normal izvo zviri abnormal nekuti meso edu haaoni

Baba ndino declare nezita raJesu,wese Ari kuverenga post iyi meso Ake ngaavhurike nezita raJesu

I decree and declare,mwedzi uno usati wapera uri kuzobata pamuviri Nezita raJesuUnobata Mwana mumaoko Nezita raJesu
27/10/2023

I decree and declare,mwedzi uno usati wapera uri kuzobata pamuviri Nezita raJesu
Unobata Mwana mumaoko Nezita raJesu

24/10/2023

Job 3:25
New International Version
25 What I feared has come upon me;
what I dreaded has happened to me.

Zvaunotya Ndizvo Zvinokuwira

Ukaramba uchingofunga Kuti ucharambwa nemurume or mukomana ndizvo zvinopedzisira zvaiika nekuti sezvaunofunga ndozvaunova.
Saka rega kuramba uchingotya Kuti maybe one day murume achangomuka achiti haachakude ,kune mumwe munhu izvezvi anogara achingova nefear yekurambwa ,chenjera Kuti zvichaitika nekuti izvozvo zvaunotya Ndizvo zvichakuwira.

Uri Mwana wechikoro but ungori nefear yekuti uchafoira , chenjera Kuti pfungwa yekutya iyoyo ndiyo ichaku foirisa .

Vamwe mungori nefear yekuti Basa rogona kungopera anytime,each and every time Uri kungorarama mufear yekuti zvichida Basa rogona kungopera .
Zvaunotya ndizvo zvinokuwira ,kubva nhasi ramba kurarama mufear nekuti Ari Mauri mukuru kudarika zvauri kutya.

23/10/2023

Chese chaunobata ngachiendeke nezita raJesu
Business rako ngariendeke nezita raJesu
Wakaropofadzwa uchibuda uye wakaropofadzwa uchidzoka .

Address

Cape Town

Telephone

+27696437587

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sola Gratia International Ministry posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share