Esther Woman Of Substance

Esther Woman Of Substance We want to raise warrior women (gandanga remukadzi) a women who stand on the gap by preaching the word throughout the world.

31/01/2026

Whenever you feel like giving up just tell God kuti Mwari munoziva kusasimba kwangu honai ndinotya kurasika asi imi Mwari murisimba rangu uye munondipa simba. Hakuna situation iri permanent whatever you are going through now it’s a testimony tomorrow so endure the pain for joy comes in the morning. (Psalm 30 vrs 5)

31/12/2025

Happy new year to you all. 🎊πŸ₯³πŸŽ‰May this year bring you favour,prosperity,good health,more money and l repeat again more money. May you seek the Almighty more than you have done in the past years so that you can see his manifestation in your life.
Greatness is your potion.

Stay blessed πŸ™πŸΌ

24/09/2025

Paul na Silas vakange vakamuka havo midnight ndokutanga kuimba dzenyasha zvinonzi ngetani dzakatanga kudambuka varimo mujeri iwe wozofunga kuti yako nyaya Mwari vanoitadza. Muka tinamate.

24/09/2025

So l have soldiers of Christ in this group. Lets wake up and pray. Hope hadzina ndima mudikani wanga uchirara kubva January now we are in September what have you achieved nehope?

Muka tinamate Esther nothing is too big for God. Zvinogoneka naMwari izvi ingomuyedza uwone zvaanoita.

23/09/2025

For all prayers and word please join the new whtsapp group of Esther.

30/08/2025

Psalm 119:62
ESV
At midnight I rise to praise you, because of your righteous rules.

Wana nguva yaunomuka from midnight to 3am wotaura naMwari. There is alot that happens panguva iyoyi yaunoda kurara chaizvo. It was at midnight pakaurayiwa ma first born in Egypt and it was also at midnight Paul and Silas pavaiva mujeri after worshiping ngetani dzikadamuka.

Takurarama mazuva anotoda ugare urimuhuvepo hwaMwari vadikani everyday kuvhura facebook its Rest in Peace. Pakuda kugara muuvepo hwa Mwari.

28/08/2025

Mamwe maronda awakachengeta mumoyo mako haatode iwe wega. Ariko Jesu anoty huyai kwandiri ndiye murapi wazvose l know wakarwadziwa kusvika pakuti wava nema bo nezvimwe zvese but enda nenyaya yako kuna Jesu haana nhoroondo yeku kundikana.

17/05/2025

Manheru ano Mwari varikuty kwauri Esther be still and know that he is God. Ndozviziva hausisina hope but he said be still. Rega kuzungunuswa ne situation kana kutanga kutsvaga rubatsiro nekusaty kwambotsika gumbo rako. Esther be still and know that he is God.

Ivo Mwari vachaita zvinake panguva yavo. Murare munyasha.πŸ™πŸΌ

06/02/2025

Ndotarisa kumakomo rubatsiro rwangu rwunobvepiko runobva kuna Mwari musiki wedenga nenyika.
Esther never doubt rubatsiro rwako runobva kuna Mwari ukavimba nemunhu mangwana zvako zvikaita anofamba achity dai ndisirini asiri paava apo. Asi ukaropafadzwa nedenga that blessing is permanent so look up to the heavens ndiko kunobva rubatsiro rwako. Hameno kana paine wandataura naye manheru anhasi.

18/06/2024

It’s not over until God say its over, saka ramba wakamira pa munamato iwoyo. Usanyeperwe kuty kunamata hakushande asi chasaka zvinonoke haisaty yava nguva chete. Shoko rinoti nenguva yakafanira ini Mwari ndichaiita kuti zviite.

Join our prayer group for pryers and fasting.
12/04/2024

Join our prayer group for pryers and fasting.

WhatsApp Group Invite

06/04/2024

I hear the sound of abundance rain.

Address

Cape Town
7941

Telephone

0812615919

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Esther Woman Of Substance posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share